Kishore Kumar Hits

Pengaudzoke - Kwatakabva Kure Nenhamo текст песни

Исполнитель: Pengaudzoke

альбом: Tokudai Mese


Kwatakabva kure nenhamo
Kwatakabva kure nenhamo iyoyi

Kwatakabva kure nenhamo
Kwatakabva kure nenhamo iyoyi

Tairara muma bhiriji
Ndairara muma bhiriji

Tairara muma bhiriji
Ndairara muma bhiriji

Tichinonga sadza remumabhini
Tichinonga sadza remumabhini

Ndichinonga sadza remumabhini
Ndichinonga sadza remumabhini

Chiri chido chekutsvage basa
Chiri chido chekutsvage basa irori

Chiri chido chekutsvage basa
Chiri chido chekutsvage basa irori

Ndoitakunge ndakatanga nayo nhamo yacho iyoyi
Hehede unoseka nhamo serugare mukomana
Ukaona zvoonekera mumabridge nhamo yedu inenge yaomesesa kwazvo

Hamadzangu ndakaiona ye
Hamadzangu ndakaiona ye
Mese mese ndakaiona ye
Mese mese ndakaiona ye
Vana bhudhi ndakaiona ye
Vana bhudhi ndakaiona (nhamo iyo)

Mese mese takaiona ye
Mese mese takaiona ye
Vana bhudhi takaiona ye
Vana bhudhi takaiona (nhamo iyo)
Haiwaiwaiwa

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители