Kishore Kumar Hits

Pengaudzoke - Mai Linda текст песни

Исполнитель: Pengaudzoke

альбом: Tokudai Mese

Mai Linda iwe unoshupa
Mai Linda iwe unoshupa
Mai Linda iwe unoshupa

Wakatiza imba pano wakaenda kwawakaenda ka

Wakasangana neni ukati "mudiwa ndakatadza"
"Ngatidzokere kumba tinogara"

Wosvika kumba wosvika kushaudha ini murume wako
Kushaudha ini murume wako semukadzi wako
Dai ndaiva mukadzi wako ndaitiza imba yacho

Ndokudai mese

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители