Kishore Kumar Hits

Pengaudzoke - Zvako Uri Nani текст песни

Исполнитель: Pengaudzoke

альбом: Tokudai Mese

Shamwari zvako urinani, una mai vako nababa
Shamwari zvako urinani, una mai vako nababa
Vamwe zvenyu makakomborerwa, mune wamunoudza nhamo
Vamwe zvenyu makakomborerwa, mune wamunoudza nhamo
Mai vangu vakatetereka kuyenda nesango
Mai vangu vakatetereka kuyenda nesango
Baba vangu ndokufa vasina kana kurwara
Baba vangu ndokufa vasina kana kurwara
Mungu yashai

Icho mai icho mai
Icho papa icho papa
Icho mai icho mai
Icho papa icho papa
Tema, tsika, kuwadza, aka

Mungu yashai

Ndokudai mese
Ngarira kachande
Eddie urikuchemei, sorry?

Icho mai icho mai
Icho papa icho papa
Tsika, kuwadza, aka, tema
Tsika, kuwadza, hamba nadzo, aka
Icho mai icho mai
Icho papa icho papa
Hande naye

Icho mai icho mai
Icho papa icho papa
Tsika tema, tsika, aka
Tsika, tema, aka, kuwadza
Tsika aka tema, hambanadzo

Unodaroka nekuti unawoka amai vacho nababa
Koo ini ndinoudza upi apa

Mai vangu vakatetereka kuyenda nesango
Mai vangu vakatetereka kuyenda ne

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители