Ndiri kuchema kwamuri Baba
Ndiri kuchema kwamuri Baba
Ndinozviziva kuti ndiri mutadzi pamberi penyu
♪
Ndiri kuchema kwamuri Baba
Ndiri kuchema kwamuri Baba
Ndinozviziva kuti ndiri mutadzi pamberi penyu
♪
Ndinokumbira moyo kangamwira vanonditadzira
Neniwo ndiri mutadzi pamberi penyu
♪
Ndinokumbira moyo kangamwira vakanditadzira
Neniwo ndiri mutadzi pamberi penyu
♪
Hapana anogona pasi rino
Kunze kwaiye Mwanakomana ari kumusoro
♪
Hapana anogona pasi rino
Kunze kwaiye Mwanakomana ari kumusoro
♪
Ndisunungureiwo Mwari wangu
Ndisunungureiwo Mwari wangu
Ndishambidzeiwo Mwari wangu
Ndishambidzeiwo Mwari wangu
Ndinobvuma wani kuti ndinotadza
Ndinobvuma wani kuti ndinotadza
Ndinobvuma wani kuti handigoni
Ndinobvuma wani kuti handigoni
♪
Ndisunungureiwo Mwari wangu
Ndisunungureiwo Mwari wangu
Ndishambidzeiwo Mwari wangu
Ndishambidzeiwo Mwari wangu
Ndinobvuma wani kuti ndinotadza
Ndinobvuma wani kuti ndinotadza
Ndinobvuma wani kuti handigoni
Ndinobvuma wani kuti handigoni
♪
Ndisunungureiwo Mwari wangu
Ndisunungureiwo Mwari wangu
Ndishambidzeiwo Mwari wangu
Ndishambidzeiwo Mwari wangu
Ndinobvuma wani kuti ndinotadza
Ndinobvuma wani kuti ndinotadza
Ndinobvuma wani kuti handigoni
Ndinobvuma wani kuti handigoni
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя