Vatendi mose teererai munzwe
Muzvido zvaMwari pakufamba naro shoko
♪
Vatendi mose teererai munzwe
Muzvido zvaMwari pakufamba naro shoko
♪
Vatendi mose muri masoja, masoja aMwari
Anorwa neminamato kwete namaoko
♪
Vatendi mose muri masoja, masoja aMwari
Anorwa neminamato kwete namaoko
♪
Basa rako mutendi kupfugama uchinamata
Kukumbirira munhu wese agoziva Mwari
♪
Basa rako mutendi kupfugama uchinamata
Kukumbirira munhu wese pane zvinomunetsa
♪
Chakaipa ndichoipa nditu
Hokuvi, haa
Chakaipa chakaipa chete hama
Ndokusaka chakarambwa kwemazuva ose
Chakaipa chakaipa chete hama
Ndokusaka chakarambwa kwemazuva ose
Kukundikana uchiziva Mwari vanotonga
Chenjerera mutendi uchatuka Mwari
Kukundikana uchiziva Mwari vanotonga
Chenjerera mutendi uchatuka Mwari
Kuhwanda nezita raMwari hakusi kuchenjera
Ukaramba wakadaro, nhamo panhamo
Kuhwanda nezita raMwari hakusi kuchenjera
Ukaramba wakadaro, nhamo panhamo
♪
Chakaipa chakaipa chete hama
Ndokusaka chakarambwa kwemazuva ose
Kukundikana uchiziva Mwari vanotonga
Chenjerera mutendi uchatuka Mwari
Kuhwanda nezita raMwari hakusi kuchenjera
Ukaramba wakadaro nhamo panhamo
♪
Chakaipa ndichoipa nditu
Hokuvi, haa
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя