Kishore Kumar Hits

Leonard Dembo - Ndikomborereiwo текст песни

Исполнитель: Leonard Dembo

альбом: Singles Collection (Vol. 3)


Mwari baba mune ngoni munokomborera ndudzi dzose
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Mwari baba mune ngoni munokomborera ndudzi dzose
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Mwari baba mune ngoni munokomborera mhuri yose
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Mwari baba mune ngoni munokomborera mhuri yose
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Ndinotondera sekuru vangu gore riya muchindiudza sokutamba
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Ndinotondera baba vangu gore riya muchindiudza sejee
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Ndinotondera sekuru vangu gore riya muchindiudza sokutamba
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Ndima yako muzukuru sakura uchizunza masora
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Ndima yako muzukuru sakura uchizunza mabundo
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)

Mwari baba mune ngoni munokomborera mhuri yose
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Mwari baba mune ngoni munokomborera ndudzi dzose
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Kudai muripo sekuru vangu nhamo yose dai ndisina iyi
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Kudai muripo baba vangu nhamo yose dai ndisina iyi
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Ndinotondera sekuru vangu gore riya muchindiudza sejee
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Ndima yako muzukuru sakura uchizunza masora
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Ndima yako muzukuru sakura uchizunza mabundo
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)

Mwari baba mune ngoni munokomborera ndudzi dzose
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Mwari baba mune ngoni munokomborera mhuri yose
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Ndinotondera sekuru vangu, gore riya muchindiudza sokutamba
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Ndima yako muzukuru sakura uchizunza masora
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)
Ndima yako muzukuru sakura uchizunza mabundo
(Neniwo neniwo ndikomborereiwo)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители