Kishore Kumar Hits

Leonard Dembo - Zuva Randakadana Newe текст песни

Исполнитель: Leonard Dembo

альбом: Kuziva Mbuya Huudzwa


Handina pfungwa dzekusiyana newe mudiwa
Kana ndorangarira
Zuva rinoshamisa, zuva rakaropafadzwa
Zuva randakadana newe
Apo taitaura tichironga
Maererano nerudo rwedu
Apo ndaibvuma zvese zvawaida
Kundivaka kana kundiputsa
Handina pfungwa dzekusiyana newe mudiwa
Kana ndorangarira
Zuva rinoshamisa, zuva rakaropafadzwa
Zuva randakadana newe
Apo taitaura tichironga
Maererano nerudo rwedu
Apo ndaibvuma zvese zvawaida
Kundivaka kana kundiputsa
Mukati memapako usapinde-pinde
Ungatorwa nezvisingazive rudo
Uri mumwe wangu iwewe
Ndakakuwana ndatambura
Uri mumwe wangu iwewe
Ndakakuwana ndanetseka
Uri mumwe wangu iwewe
Ndakakuwana ndatambura
Uri mumwe wangu iwewe
Ndakakuwana ndanetseka
Mukati memapako usapinde-pinde
Ungatorwa nezvisingazive rudo
Kana pane rukato usapinde-pinde
Ungatorwa nezvisingazive rudo
Mukati memadziva usapinde-pinde
Ungatorwa nezvisingazive rudo
Mukati memapako usapinde-pinde
Ungatorwa nezvisingazive rudo
Kana pane rukato usapinde-pinde
Ungatorwa nezvisingazive rudo
Hameno zvako ukapusa
Uri mumwe wangu iwewe
Ndakakuwana ndatambura
Uri mumwe wangu iwewe
Ndakakuwana ndanetseka
Mukati memapako usapinde-pinde
Ungatorwa nezvisingazive rudo
Kana pane rukato usapinde-pinde
Ungatorwa nezvisingazive rudo

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители