Kishore Kumar Hits

Leonard Dembo - Muchauya Here Gore Rino текст песни

Исполнитель: Leonard Dembo

альбом: Nhamo Moto


Mwana mukomana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza midzimu yako
(Ehee)

Mwana mukomana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza baba vako

Mwana musikana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza amai vako

Mwana musikana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza amai vako

Rwendo ruya ndakatumira shoko, hamuna kuuya seiko?
Rwendo ruya ndakatumira shoko, hamuna kuuya seiko?
Rwendo runo ndichatumira shoko, munouya here gore rino?
(Hameno ndikauya ini gore rino)
Munouya here gore rino? (Hameno ndikauya ini gore rino)
Ndakumirira gore rino? (Hameno ndikauya ini gore rino)
Vakakumirira gore rino? (Hameno ndikauya ini gore rino)
Uchauya here gore rino? (Hameno ndikauya ini gore rino)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители