Early in the morning i'm tryna grind ini Mama told me I'ma be the one ini I'hev been going hard ain't no stopping me Yeah Yeah Now I got my haters tryna copy me Used to be the ones who used to follow me I'll be on the way now they call on me Vanhu vese vari kuchema Mwari tipei simba rekutenda Pese pandomuka ndotenda Mwari kah nechipo chekufema Vanhu vese vari kuchema Mwari tipei simba rekutenda Pese pandomuka ndotenda Mwari kah nechipo chekufema Chishuwo chema G's everyday Ndaida kuita Jiga Usain Oliver na Wayne Fidza naking But generation yangu takapinzwa mujeri Angori ma knees pamafloors Mwari dai mangotivhurira madoors Chii chata causer Mudon aku expecter Kundiona ndakabata Masweets from the kustore Ah low key Tikutoparara hedu low key Tirikungorota tiri muoffice Apa takazomba tiri muchitokisi If you know me Taiswera kuchikoro nana Boyz tichikrema hedu topic But now takuswera tiri kupolice Kana uine mari you can never understand What I'm talking about Hauna kana clue Pane zvimwe zvinhu you can never undo Tikuona rima takudawo sky blue Holy ghost fire zvichinayawo x 2 by 2 Ane mari ane mari Ari poor ari poor So haufe wawaba kana Clue hauna kana clue Haufe wakapinda mumashoes angu Kana uchipfeka size 2 dats true Vanhu vese vari kuchema Mwari tipei simba rekutenda Pese pandomuka ndotenda Mwari kah nechipo chekufema Life yakunwa matricks Kuti ndiwana basa ndakutsvaga malinks Hona patobata tichitsvaga masheets Vamwe vaka parker majagwa Ndaka parker mabvi But chiii Ndambotryer kuty zvimbofaya but still But wangu ndakanda mapfumo pasi Takurova dombu kuty tiende high Kos wangu tanzwa nekudsikisirwa pasi Zvingu hazvichada wangu chimbotsvaga Mwari timbopinda meeting Hupenyu hausi fair Ndakandzida pawaz Still tikukundwa hustle nemastreet kids Takadyirwa panonkunge street inn Ndine zvipande zwakawanda kumaraini Dats why ndiri kunyepa ndiri kuDubai Tangoty chikuru kufema Kanandazobudirira Tongoty nhamo good bye Vanhu vese vari kuchema Mwari tipei simba rekutenda Pese pandomuka ndotenda Mwari kah nechipo chekufema