Kishore Kumar Hits

Tanto Wavie - Rudo Ibofu текст песни

Исполнитель: Tanto Wavie

альбом: Rudo Ibofu


Tanto Wavie(Rudo Ibofu)
Rudo ibofu rwandaiona
Hapana kana chandakaona
Rudo ibofu rwandaiona
Hapana kana chandakaona
Rudo ibofu rwandaiona
Hapana kana chandakaona
Rudo ibofu rwandaiona
Hapana kana chandakaona
Ko ini ndaizivei
Ko ini ndinozivei
Hapana ka chandinoziva
Chandinogona kingodyiwa
Ko iwe wakandidarirei
Ko iwe wakandidarirei
Moyo wangu wakautsinya
Wakaita wekusasika
Nanhasi ndikungorwadziwa
Moyo wangu ukubayikana
Wakandibaya panonaka
Wakandibaya panonaka
Rudo ibofu rwandaiona
Hapana kana chandakaona
Rudo ibofu rwandaiona
Hapana kana chandakaona
Rudo ibofu rwandaiona
Hapana kana chandakaona
Rudo ibofu rwandaiona
Hapana kana chandakaona
Tsamba ndakanyora kumudiwa wangu
Hapana kupindura mudiwa wangu
Paya anga atondijumper
Eeeeh akatozviita Gamba
Handina kana chandaimboziva wangu
Handina kana chandaimboziva wangu
Kuti moyo wangu waitoutamba
Kuugara kunge bumber datya
Mufunge nerudo rwandaimupa
Haa kana nemiwo zvandaimupa
Kusiya andikweketa sedopasi
Siya andikweketa sedopasi
Rudo ibofu rwandaiona
Hapana kana chandakaona
Rudo ibofu rwandaiona
Hapana kana chandakaona
Rudo ibofu rwandaiona
Hapana kana chandakaona
Rudo ibofu rwandaiona
Hapana kana chandakaona
Youngboy with the key
Rudo ibofu
Rudo ibofu
Rudo ibofu

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель

Blot

Исполнитель