Kishore Kumar Hits

Brian Jeck - Depression текст песни

Исполнитель: Brian Jeck

альбом: Depression


Huh
Way (na-na-na-na-na)
Brian Jack, Brian Jack on this (na-na-na-na-na)
Zero
Kundiona kudai (huh) ndirikufara zve-fake (hona oo)
Kundiona kudai (huh) ndine hondo ne-life (huh)
Guka harizi bhoo (way) but handina choice (way)
Mumoyo mangu mune bundu umu, makazara ma-scars
Ndakatodyiwa nemuchenje ini
Moyo wangu wakatobvaruka uda kusonwa uyu
Mukati mangu mune zi-pimple, zibundu, aha
Mukati mangu mune zi-pimple, zi-mountain
Mukati mangu ndakatorohwa ne-depression (ndakanamwa)
Mumoyo mangu hamuna peace, mune confussion (mune confussion)
Mupfungwa mangu ndine hobho ma-questions
Ndakatopera 'cause handisi kuvhiya chidembo ini, way
One day muchanzwa kuti mukomana, amuka asiri bhoo (for real)
One day muchanzwa kuti mukomana, akasiya ka-note (iwe)
'Cause ndenge ndiine hapwa (ma-one) dzandisingade kufukura out
'Cause ndenge ndine ma-goals andenge ndichida kuita ndiri one
Ndozoudza moms, vakandiudza kuti life iyi yakazara ma-elves
Vakandiudza usa-trust ma-goons aya ane loss (nah)
But ndakaita nharo, ndakato-linker futi nema hoes
Pandakatiwo ndaita cash, vakandichinjira ma-goalpost
Ndirikuzama ku-mover on, but mupfungwa ndingori stuck
Ndirikungo-pusher makomo but haana mavhiri, huh
Ndirikungoribata gejo mumunda umu ndiri one
Handisukwanisa kuudza vangu vepedyo (gaya)
Ndinototya kuti ndikaudzawo nhingi, nhingi achaudzawo nhingi
Ndobva ndasara ndiri chiseko (ndikaita chiseko)
Zvakakosha boyz rangu izvi, check your brother out
Unofunga vari bhoo but depression yavapinda life
Ndakatodyiwa nemuchenje ini
Moyo wangu wakatobvaruka uda kusonwa uyu
Mukati mangu mune zi-pimple, zibundu aha
Mukati mangu mune zi-pimple, zi-mountain
Mukati mangu ndakatorohwa ne-depression (ndakanamwa)
Mumoyo mangu hamuna peace, mune confussion (mune confussion)
Mupfungwa mangu ndine hobho ma-questions
Ndakatopera 'cause handisi kuvhiya chidembo ini, way
Some of my goons are living in isolation (ma-one)
Vakazvitinya, chingozvivhura wobva wawana attention (yah, yah)
Ukangodaro brain dzekudhakwa dzinobva dzabaya faraz
Jeso akachema, akasvimha misodzi, 'cause akakwarira muhana (yo)
Saka usa-tense zvako
Moyo wangu wakatobvaruka uda kusonwa uyu
Mukati mangu mune zi-pimple, zibundu aha
Mukati mangu mune zi-pimple, zi-mountain
(I just wanna, na-na-na-na-na)
(I don't wanna, na-na-na-na-na)
(I just wanna, na-na-na-na-na)
(I don't wanna, na-na-na-na-na)
(I just wanna)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель