Kishore Kumar Hits

Brian Jeck - Horror текст песни

Исполнитель: Brian Jeck

альбом: Unicorn


Brian Jeck, Brian Jeck on this
Thinking, wicked, huh
Ayo Brian (- not the place)
Thinking ndakato-chiller ndiri mughetto ndine ma-boys angu
Tichitospakwa, but ivo vachigaya horror
Ndakatenga maTommy vanoteedzera tichitofamba kunge mapatya
Tiri chigen'a tichito-bumper, but pane horror
Cut them, one down, vanotokurongera horror
One down, two down, vanotokugaira horror, huh
Thinking ndakato-chiller ndiri mughetto ndine ma-boys angu
Tichitospakwa, but ivo vachigaya horror
Aya ma-horror aya, niggaz tryna be your friends but
Never care where you've been at
Pick it and burn it, I say -
Whenever I go in, I'ma take those shots like Kobe
Kutopindaka mu-game like so be
Haungandityise life ka iwe uine yakowo, hauzi Mwari
I got a couple of people I talk to kana zvakuoma izvi, eh, zvinombooma izvi
Whether I'm picking myself up, or my bros, handisisina maoko aya
Eh handisisina maoko aya (way)
Tatisingade vanhu vakawanda wanda, vanhu vanokwana kwana
Vanhu vanouya vachida kutotivhiringidza, vachida kuvhirigidza izvi (way)
Akatongosiyana madhiri aya, zvinhu zvakasiyana hazvisirizvo
Zvinhu zvinopinda ne-one izvi (one izvi, one izvi)
Zvekuti ukaita ka-nice aka, vanenge vachida kukatora aka
Zvekuti ukaita King, amaiwe zvangu vanoda kukudzura
Looking now at where I came from, dhiri harisiiwe rakadaro aya
(Dhiri harisiiwe rakadaro aya)
Thinking ndakato-chiller ndiri mughetto ndine ma-boys angu
Tichitospakwa, but ivo vachigaya horror
Ndakatenga maTommy vanoteedzera tichitofamba kunge mapatya
Tiri chigen'a tichito-bumper, but pane horror
Cut them, one down, vanotokurongera horror
One down, two down, vanotokugaira horror, huh
Thinking ndakato-chiller ndiri mughetto ndine ma-boys angu
Tichitospakwa, but ivo vachigaya horror (on this one)
Vane kakuganza like, kana vachiziva a-snitcher
Waunoti bro kana fremo, wangu iyeye haumukete (niggaz)
Chilling with the gang, but silence yacho iyi i-killer
Achigaya horror, but still hapana chigayo
Haasi no ganster, itori enemy, enemy
Dyirwa baby, vachitoku-supporter business
Nigga they, try your patience, vachitokuisira chefu mu-cup
Vanofara ukaita mari, vachinyepedzera kuita hwai dziri bhoo
Ndaka-studder dhiri rema-horror, mviromviro dzinotanga nekukwenya
My guy, unoseterwa pena, time-time vanotanga kukushora
(Tipinde) but taitamba zviri bhoo, but taitamba tiri four
Takazongogaya horror takavhara ma-door (vhara ma-door, huh)
Shoutout to boyz rinotamba riri one
Shoutout to boyz rinofamba riri one
Shoutout to boys rinoputa riri one, unozadzwa covid (zadzwa what?)
Vamwe vakazvimbiswa (ndiani?) Hamheno ikoko
Zvitori bhoo kupinda muchi-round but sometimes maya
Thinking ndakato-chiller ndiri mughetto ndine ma-boys angu
Tichitospakwa, but ivo vachigaya horror
Ndakatenga maTommy vanoteedzera tichitofamba kunge mapatya
Tiri chigen'a tichito-bumper, but pane horror
Cut them, one down, vanotokurongera horror
One down, two down, vanotokugaira horror, huh
Thinking ndakato-chiller ndiri mughetto ndine ma-boys angu
Tichitospakwa, but ivo vachigaya horror (gaya horror, gaya horror)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель