Kishore Kumar Hits

Brian Jeck - Munamato текст песни

Исполнитель: Brian Jeck

альбом: Unicorn


Ayo Brian (Eliq on the beats)
Amen, amen, amen haa, amen
Grind rangu harisi kufaya iwe (hell no)
Zvinhu zvangu hazvisi kufaya iwe (hell no)
Hustle rangu harisi kufaya iwe (hell no)
Totopona nema-prayer, prayer
Pakuda munamato apa (wati chii?)
Pakuda munamato apa (pakuda chii?)
Pakuda munamato apa (pakuda chii?)
Kuti zvinhu zvigofamba izvi (way, huh)
Pakuda munamato apa
Pakuda munamato apa (wati chii?)
Pakuda munamato apa (pakuda chii?)
Totopona nema-prayer, prayer (ah)
Mari yeNASSA itori grind, tora ma-dollar my cousin
Baya pa-grind and make it a habit, pamari hapana humble
Making a call, ndobata maGeez, tobva taronga zi-plan
Homwe inorwadza kana iri dry, gotta make it flood
Sunga chamba, sunga danda, wochangamutsa brain
Baya ku-church wokanda mu-pillow, yodzoka yava double
Kana mamhepo ovhiringa hustle, muchashanda kunge candle
Ndiri muvhimi apinda mu-jungle, ndongosasika steak
I'm the beast on the leash, kutsvaga bag itori gift
Kana kasichaz kemuZim, ndoka battler ndiri fit
I better go down for a week, I got all eyes on me, yeah
Ndoda ka2 door my Gee
Kana zvaafaya ndodzoka paden ndakapfeka Christian Dior
(Get-it, get-it, huh) tobva tanyenga nhiyo (mahure aya)
Ndokaita bhoo, dzimwe nguva handizi bhoo
Life is a course, saka tapinda mu-race, we part of the race
Grind rangu harisi kufaya iwe (hell no)
Zvinhu zvangu hazvisi kufaya iwe (hell no)
Hustle rangu harisi kufaya iwe (hell no)
Totopona nema-prayer, prayer
Pakuda munamato apa (wati chii? Pray)
Pakuda munamato apa (pakuda chii? Pray)
Pakuda munamato apa (pakuda chii? Pray)
Kuti zvinhu zvigofamba izvi (way, huh)
Pakuda munamato apa (pray)
Pakuda munamato apa (wati chii? Pray)
Pakuda munamato apa (pakuda chii?)
Totopona nema-prayer, prayer (ah)
Pakuda munamato apa
Pakuda munamato apa
Pakuda munamato apa (pakuda chii?)
Totopona nema-prayer, prayer
Rimwe team izvezvi riri kutofamba nema-big badge
And you are busy complaining
Ehh, isa Jesus piece muhuro iyo, maiziva?
Wake up, pray, grind, you know what I mean?
Ehh, Zim yakaoma, but totobatanidza waiziva?
Mafufu iwayo anogadzira chingwa
Amen (hold on) Amen haa, Amen

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель