Hold on ♪ Ay yo Brian Hazvizi nyore, tikukwira ma-ladders Zvino ndikafa ndisiri mhene Ndinoshanda ne-Anthem, mapfumo pasi usakanda Usamakanda, zvichazonaka Uri mwana wababa, ukaita sababa, ramba wakadzvanya Panoda chigandanga wangu, wangu Panoda gandanga wangu, wangu Ndinombozama zama semurume, kurova ma-deal Ndoyendesa vana vangu kuchikoro Sometimes I win, sometimes I fail, ndinongozunza dust ndichibaya Ndizvo zvazviri, sarudza nzira inozokuendesawo ku-top Basa rakapera unoona rimwe, ndiyoka theory yacho ye-life Dzimwe nguva tinorara musango, 'cause madhiri anenge akatitinya Hatina time yeku-chiller, iwe une time yeku-viewer ka-life kevamwe Usanditarisirewo pasi apa, usandionerewo mu-glass 'Cause I'm a king, mari iripo, but right now iri mu-brain Hazvizi nyore, tirikukwira ma-ladders Zvino ndikafa ndisiri mhene Ndinoshanda ne-Anthem, mapfumo pasi usakanda Usamakanda, zvichazonaka Uri mwana wababa, ukaita sababa, ramba wakadzvanya Panoda chigandanga wangu, wangu Panoda gandanga wangu, wangu ye (oh)