Kishore Kumar Hits

Crooger - Ndomupei текст песни

Исполнитель: Crooger

альбом: Shumba Inoruma


Hoiye hoiye hoiye g
Tbeats
Hanzi hamba yakada makwati asi aya handichade Ndiri kupazvese asi
Hazvikwane Ndiri pamba pangu asi handifare Ndashaya ndoita sei
Amaihwe Anodyiwa haataure manyepo Mwana asingacheme anofira mumbereko
Yeah they know oh they know Hanzi
Handikudire mari manyepo Kunama mapoto, kunama mapoto
Saka ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Saka ndati
Ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Mwana wenyu anodei Saka
Ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Saka
Ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Ahhhh yehhhh
Nhai iwe unodei?
Zvese zvese izvi zvabva nepi?
Pandakakupfimba wakandinyepera Waiita kunge
Munhu ari straight Mubrain mako makazara nei?
Mupe mari hona zvaanotenga Tezvara ndokumbira change Cause dhiri redu
Harisi kumaker sense Hatingararamire joy everyday Hatingafe
Tichingobhadhara marents Tisinawo kana yedu isusu den
Vana vanozoti daddy maiita sei Kunama mapoto, kunama mapoto
Saka ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Saka ndati
Ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Mwana wenyu anodei Saka
Ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Saka
Ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Ahhhh yehhhh
Kutowonda wonda iye achikora Mari yangu achitokonyora Kunge
Undertaker homwe dzangu achifoshonora Kunge huchi
Mwana wenyu uyu anongondimora Anoda madhora kunge Zimra pa
Boarder Ndozviziva ndikabroker chete acharosva Anoda kalife kepadenga
Kunge geyser Anondiraura kunge hove ndakadyira Sejuru pachuru anondi
Juruja juruja juruja Pasina mari anonyunyuta nyunyuta nyunyuta
Akanzwa dancehall anozunguza zunguza zunguza
Hunhu hwake hwakafumuka Anoda kumboendeswa kumusha
Hanzi hamba yakada makwati asi aya handichade Ndiri kupazvese asi
Hazvikwane Ndiri pamba pangu asi handifare Ndashaya ndoita sei
Amaihwe Anodyiwa haataure manyepo Mwana asingacheme anofira mumbereko
Yeah they know oh they know Hanzi
Handikudire mari manyepo Kunama mapoto, kunama mapoto
Saka ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Saka ndati
Ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Mwana wenyu anodei Saka
Ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Saka
Ndati ndomupei Ndomupei yey yey yey Chinoita afare Ahhhh yehhhh

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель