Kishore Kumar Hits

Thomas Mapfumo - Wakanaka Uchadiwa текст песни

Исполнитель: Thomas Mapfumo

альбом: Roots Chimurenga


Wakanaka uchadiwa
Wakanaka uchadiwa
Wakanaka uchadiwa
Wakanaka uchadiwa
Wakanaka wakanaka uchadiwa iwe
Wakanaka wakanaka uchadiwa iwe
Wakanaka wakanaka uchadiwa iwe
Wakanaka wakanaka uchadiwa iwe
Yuhwi, ini amai
Yuhwi, ini amai
Ini ndonodawo Hereni
Iwe unoda Kujenisi
Ini ndonodawo Hereni amai
Wakanaka uchadiwa
Wakanaka uchadiwa
Wakanaka uchadiwa
Wakanaka uchadiwa
Kare kwangu ndichiri kadiki
Kare kwangu ndichiri kadiki
Vakomana vachindimhanyira
Vakomana vachindimhanyira
Yuhwi, ini amai
Yuhwi, ini amai
Yuhwi, ini amai
Ini ndinodawo dzekwangu
Ini ndinodawo dzekwangu
Ini ndinodawo dzekwangu amai
Wakanaka uchadiwa
Wakanaka uchadiwa
Wakanaka uchadiwa
Wakanaka uchadiwa

Mairosi iwe unopenga iwe
Mairosi iwe handikude iwe
Mairosi iwee unopenga iwe
Mairosi iwe handikude iwe
Mairosi iwee unopenga iwe
Mairosi iwe handikude iwe
Mairosi iwee unopenga iwe
Mairosi iwe handikude iwe
Mairosi iwee unopenga iwe
Mairosi iwe handikude iwe
Ini ndinoda Hereni amai
Iwe unoda Kujenisi amai
Iwe unoda Hereni amai
Ini ndinoda Kujenisi amai
Iwe unoda Hereni amai
Iwe unoda Kujenisi amai
Ini ndinoda Hereni amai
Ini ndinoda Kujenisi amai
Wakanaka uchadiwa
Wakanaka uchadiwa
Wakanaka uchadiwa
Wakanaka uchadiwa

Kare kwangu ndichiri kadiki
Kare kwangu ndichiri kadiki
Vakomana vachindimhanyira
Vakomana vachindimhanyira
Yuhwi, ini amai
Yuhwi, ini amai
Yuhwi, ini amai
Ini ndinodawo Hereni
Ini ndinodawo Kujenisi amai
Ini ndinodawo Hereni
Iwe unoda Kujenisi amai
Ini ndinodawo Hereni amai
Ini ndinodawo Kujenisi amai
Ini ndinodawo Hereni
Ini ndinodawo Kujenisi amai
Ini ndinodawo Hereni
Iwe ndinodawo Kujenisi amai

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Mabasa

1984 · Мини-альбом

Похожие исполнители