Kishore Kumar Hits

Thomas Mapfumo - Tinofara (We Rejoice) текст песни

Исполнитель: Thomas Mapfumo

альбом: Chimurenga '98

Tinofara
Farirai midzimu yedu tadzokawo, kwatakanga taenda (tinofara)

Farirai midzimu yedu tadzokawo, kwatakanga taenda
Kana uchinge wave kuenda
Ndati siya waoneka woye
Taurira kuvabereki
Vataurire kumidzimu yenyu
"Mwana wedu wave kuenda"
Pfugamai murove manja
Tinofara Ishe
Farirai midzimu yedu tadzokawo, kwatakanga taenda (tinofara)
Farirai midzimu yedu tadzokawo, kwatakanga taenda (tinofara)
Farirai midzimu yedu tadzokawo, kwatakanga taenda (tinofara Ishe)
Farirai midzimu yedu tadzokawo, kwatakanga taenda

Kana uchinge wave kuenda
Ndati siya waoneka woye
Taurira kuvabereki
Vataurire kumidzimu yenyu
"Mwana wenyu wave kuenda"
Pfugamai mupemberere
Tinofara Ishe
Farirai midzimu yedu tadzokawo, kwatakanga taenda (tinofara Ishe)
Farirai midzimu yedu tadzokawo, kwatakanga taenda (tinofara)
Farirai midzimu yedu tadzokawo, kwatakanga taenda (tinofara Ishe)
Farirai midzimu yedu tadzokawo, kwatakanga taenda

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Mabasa

1984 · Мини-альбом

Похожие исполнители