Kishore Kumar Hits

Thomas Mapfumo - Shebeen (Remix) текст песни

Исполнитель: Thomas Mapfumo

альбом: Danger Zone


Mari yose yaperawo
Mari yose yaperawo
Yapera kushabeen
Yapera kuShabeen
Vakomana ndaperawo
Vakomana ndaperawo
Ndapera neShabeen
Ndapera neShabeen
Wo-o iye, Wo-o iye
Wo-o iye, Wo-o iye
Vasikana ndaperawo
Vasikana ndaperawo
Ndapera kuShabeen
Ndapera kuShabeen
Mukandituka
Mukandireva
Mukandituka
Mukandireva
Mukandituka
Mukandireva
Mukandituka
Mukandireva
Mukandituka
Mukandireva
Regai ndidye mari yangu kubhawa
Regai ndidye mari yangu kubhawa

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Mabasa

1984 · Мини-альбом

Похожие исполнители