Kishore Kumar Hits

Stella Chiweshe - Dande текст песни

Исполнитель: Stella Chiweshe

альбом: Chiweshe: Chisi


Yarira Sekuru Kaodza

Ndoenda nomudenga

Ndoenda nemudenga umo (nomudenga)
Yarira Katyamakwara Mambo
Wondende ndoenda nemudenga
Yarira vari mativi mana haa
Ndoenda ndakadaro
Heyoka yaririra mwana weDzimbabwe
Wengore ndoenda nemudenga
Ndoenda nomudenga haa

Ndiri matenga nemiwo Mambo Kaodza
Magwenyambira musadziye moto

Ndoenda nevamwe
Ndoendawo mudenga iyewondende iyaa
Honaka yakarira musi weChisi nhasi

Vavakunditi Ambuya vaChisi
Musi weChisi mambo

Ndinokumbira masimba Mambo

Sango rinorema iri
Sango randiremera

Sango rinorema

Iyewo wondende iye

Pwere tatambura
Kura wakadaro
Ndoenda ndakadaro
Ndoendawo nevamwe
Ndoenda nomundega, kunoenda vamwe
Ndiri kurisuma ndiri kuye kuye
Hayiyi yiheyi

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители