(Gwedere gwedere ho) vana vangu veduwe
(Gwedere gwedere pamusi wehwahwa huye) vandakashaya
(Gwedere gwedere ho) pamusi wehwahwa huye
(Gwedere gwedere) pamusi wehwahwa huye (gwedere gwedere)
(Gwedere gwedere ho) ridza muridzo wangu
(Gwedere gwedere pamusi wehwahwa huye) muzukuru wangu (gwedere gwedere)
(Gwedere gwedere wo)
♪
Aa
Iye iyewoye haiwawa
Iye iye woye, iye iye iye iye iye
Iye iyewoye haiwawa
Vana vangu veduwe, (gwedere gwedere) vandakashaya (pamusi wehwahwa huya, gwedere gwedere)
(Gwedere gwedere ho) pamusi wehwahwa huye
(Gwedere gwedere) pamusi wehwahwa huye (gwedere gwedere)
(Gwedere gwedere ho) ridza muridzo wangu
(Gwedere gwedere pamusi wehwahwa huye) muzukuru wangu (gwedere gwedere)
(Gwedere gwedere wo)
Vana vangu veduwee wo nhai?
Vandakashaya musi wandakanga ndati ndobika doro ravakuru
Vana ndoo pavakati kwete kwete muchembere
Izvi zvinetswa zvava nemakomarara
Ivo ndokuti vaziva zano (gwedere gwedere pamusi wehwahwa huye, gwedere gwedere)
Ndopavakasimuka (gwedere gwedere ho)
Ndiye tetere (gwedere gwedere pamusi wehwahwa huye, gwedere gwedere)
Namasango (gwedere gwedere ho)
(Gwedere gwedere pamusi wehwahwa huye, gwedere gwedere)
Ndopandakati ah, ndazivaka zano (gwedere gwedere ho)
Ndopandakati huyai tiite gwegwe, gwegwe (gwedere gwedere pamusi wehwahwa huye)
(Gwedere gwedere ho)
♪
Wondende wonde, wonde wonde (gwedere gwedere ho, gwedere gwedere)
Wondende wonde, wonde wonde (gwedere gwedere ho)
(Gwedere gwedere pamusi wehwahwa huya)
Heyinoka yakarira haiwaiwa (gwedere gwedere ho)
Iye iye iye iye iye
Ndopandakatevedza haiwaiwa rutsoka, wonde wonde
Ndopandakati regai ndiripire kune vene vesango
Pwere ndedzenyu
Iyai ewe, hondende
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя