Kishore Kumar Hits

Stella Chiweshe - Kassahwa текст песни

Исполнитель: Stella Chiweshe

альбом: Shungu


Ndakanga ndabaiwa
Ndakanga ndabaiwa
Ndakanga ndabaiwa
Ndakanga ndabaiwa
Ndakanga ndabaiwa
Ndakanga ndabaiwa
Here mungati rumba marukanganisa
Ndizvozvo
Here mungati rumba marukanganisa
Ndoendawo navamwe
Ndoendawo navamwe
Ndoendawo navamwe
Ndoendawo navamwe
Ndoendawo navamwe
Ndoendawo navamwe
Ndoendawo navamwe
Ndaenda ruga ndavapa
Ndakanga ndagonekwa
Nhasi ndaikire mambo
Ndakanga ndagonekwa
Ndakanga ndagonekwa
Yarira nyamakwava
Ndakanga ndagonekwa
Ndakanga ndagonekwa
Ndakanga ndagonekwa
Ihere mukati rukwa marukanganisa
Ndoendawo navamwe
Vakomana
Vakandibikira namusvenge svenge iwe
Ndakanga ndabaiwa
Ndakanga ndabaiwa
Ndakanga ndabaiwa
Ndakanga ndabaiwa
Ndakanga ndabaiwa
Ndakanga ndabaiwa
Kuu, kuu, kuu, kuu, kuu, kuu, kuu, kuu, kuu, kuu
Chiriga muzhira
Ndakanga ndagonekwa
Ndakanga ndagonekwa
Ndakanga ndagonekwa
Vakandiita mukomberamwa kundiita garira nekokoko
Hona vakandibata huku navamwe iwe
Ndakanga ndagonekwa
Ndakanga ndabaiwa
Ndakanga ndabaiwa
Ndakanga ndabaiwa
Ndakanga ndabaiwa
Ndakanga ndabaiwa
Ndosunda zvanza
Kwamuri makorekore
Kunomwa vaRozvi
Navaruhera
Nevariuhota
Ndakanga ndagonekwa
Ndakanga ndagonekwa
Ndakanga ndagonekwa
Dai pakakaka sine
Ndakanga ndagonekwa
Ndakanga ndagonekwa
Vakanga vandiita mukomberamwa iwe
Ndizvozvo
Iya honde heya
Ndizvozvo
Iya
Iya
Ndizvozvo

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители