Vamwe vanhu vanogara vakangosvotwa
Chiitiko chese chinovasvota
Munhu wese anovasvotesa
Pfungwa dzichingogara dzichingofunga zve-
Zvinovasvota
Vamwe vanhu vanogara vakangosvotwa
Chiitiko chese chinovasvota
Munhu wese anovasvotesa
Pfungwa dzichingogara dzichingofunga zve-
Zvinovasvota
Hapana zvinondifambira ka izvo muzvipatara
Takagara kuti wede
♪
Chiremba auya akati
"Ko munonzwei imi?"
Yowe, yowe, yowe, yowe, yowe, yowe
Izvi zvangu izvi
Imo muchipfuva umu
Mbabvu dzakasasamara
Hapana patinombonzi apa
Chiremba akati regai nditore BP
Wanikwe maiwe, maiwe, yakatokwirisa
Chamonyanya kufunga chiiko imi tete?
Kufunga itai kushoma vana amai
Kufunga itai kushoma vana tete
Kufunga itai kushoma vana amai
Kufunga itai kushoma vana tete
Kufunga itai kushoma vana amai
Kufunga itai kushoma vana tete
Kufunga itai kushoma vana amai
Kufunga itai kushoma vana tete
♪
Vamwe vanhu vanogara vakangosvotwa
Chiitiko chese chinovasvota
Munhu wese anovasvotesa
Pfungwa dzichingogara dzichingofunga zve-
Zvinovasvota
Vamwe vanhu vanogara vakangosvotwa
Chiitiko chese chinovasvota
Munhu wese anovasvotesa
Pfungwa dzichingogara dzichingofunga zve-
Zvinovasvota
Hapana zvino wakaremerwa kuchipatara
Takagara kuti wede
Chiremba auya akati
"Ko munonzwei imi?"
Yowe, yowe, yowe, yowe, yowe, yowe
Izvi zvangu izvi
Imo muchipfuva umu
Mbabvu dzakasasamara
Hapana patichambonzi apa
♪
Chiremba auya akati
"Ko munonzwei imi?"
Yowe, yowe, yowe, yowe, yowe, yowe
Izvi zvangu izvi
Imo muchipfuva umu
Mbabvu dzakasasamara
Hapana patichambonzi apa
♪
Ko chamunonyanya kufunga chii tete?
Kufunga itai kushoma vana amai
Kufunga itai kushoma vana tete
Kufunga itai kushoma vana amai
Kufunga itai kushoma vana tete
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя