Kishore Kumar Hits

Kelvin Jones - ALLES HELAL (Ndidei) (aus "Sing meinen Song, Vol. 9") текст песни

Исполнитель: Kelvin Jones

альбом: Kelvin Jones bei Sing meinen Song, Vol. 9


Pfungwa dzingasiyane
Ropa redu rimwe chete
Saka ndidei, ndidei, ndidei
Ndidei sezvandiri (yes)

Ndinochera kusvika rabuda (yes)
Ndinotsama zvisina basa
Ndichipindura vakuru kwandiri
Oh, I feel like I'm living a sin
Ndaakuravira maruva enyika
Ndaakudya huchi nemukaka (yes)
Ndichifara kusvika zvaipa
Oh, I feel like I'm living a sin
Pfungwa dzingasiyane
Ropa redu rimwe chete
Saka ndidei, ndidei, ndidei
Ndidei sezvandiri
Musashaye hope, makandirera zvakanaka
Saka ndidei, ndidei, ndidei, ndidei sezvandiri
Ndidei, ndidei, ndidei, ndidei sezvandiri
Ndidei, ndidei, ndidei, ndidei sezvandiri
Mama, mwana wenyu anogara
Achitamba, achinakwa zvake nekufara
Kuvanza unhu hwangu, chipo changu
Chipo changu chandagara naro
Ndine dura rema secrets ehupenyu hwangu
Dei maizviziva maibata gotsi yenyu
Dei maizviziva maibata gotsi yacho
Asi ndinzwei
Ndidei sezvandiri
Pfungwa dzingasiyane
Ropa redu rimwe chete
Saka ndidei, ndidei, ndidei
Ndidei sezvandiri
Musashaye hope, makandirera zvakanaka
Saka ndidei, ndidei, ndidei, ndidei sezvandiri
No, no, ndidei, ndidei, ndidei, ndidei sezvandiri
No, no, ndidei, ndidei, ndidei, ndidei sezvandiri

No, no, no, no, no, no
No, no, no, no, no, no ndidei, ndidei, ndidei
Ndidei (ndidei sezvandiri), ndidei
Oh, no, no ndidei, ndidei, ndidei, ndidei sezvandiri
Ndidei, no, no, no
Ndidei, ndidei, ndidei (ndidei sezvandiri)
Ndidei, no
Ndidei, ndidei, ndidei, ndidei sezvandiri
(Yes, woo!)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Benne

Исполнитель

Myle

Исполнитель

LOTTE

Исполнитель

ELI

Исполнитель

Milow

Исполнитель

AVEC

Исполнитель

JORIS

Исполнитель