Kishore Kumar Hits

Khiama Boys - Kureurura текст песни

Исполнитель: Khiama Boys

альбом: Chiaramo


Ndinozviziva baba kuti imi munokosha
Ini hapana changu panyika, izvo baba ndinozviziva
Ndinozviziva baba kuti imi munokosha
Ini hapana changu panyika, izvo baba ndinozviziva

Mweya wandinofema, ndidzo tsitsi dzenyu baba
Munyika mandinogara, ndirwo rudo rwenyu baba

Mweya wandinofema, ndidzo tsitsi dzenyu baba
Munyika mandinogara, ndirwo rudo rwenyu baba

Chikave chiiko, ndimika baba
Chikave chiiko, ndimika baba

Chikave chiiko, ndimika baba
Chikave chiiko, ndimika baba

Kutadza kwangu baba, ndinokumbira kureurura
Reurura mwanangu
Kutadza kwangu baba, ndinokumbira kureurura
Reurura mwanangu
Muromo wangu baba, unotuka
Muromo wangu baba, unoreva
Kana kunyima chaiko baba
Kana kunyima chaiko baba
Muromo wangu baba, unotuka
Muromo wangu baba, unoreva
Kana kunyima chaiko baba
Kana kunyima chaiko baba

Vandakatuka vose ndachema pamberi penyu
Ndiregerereiwo hama
Vandakareva vose ndachema pamberi penyu
Ndiregerereiwo hama
Vandakanyima vose ndachema pamberi penyu
Ndiregerereiwo hama

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители