Mwana uye Ruvarashe
Zvinonongova mumoyo rwendo rwembwa
Mwana uye Ruvarashe
Zvinonongova mumoyo rwendo rwembwa
Wakandigumbura Ruvarashe
Wakazondipa chitsvambe pamoyo
Wakandigumbura Ruvarashe
Wakazondipa chitsvambe pamoyo
Ndikazvifunga nyoka dzinorira
Kana kudya zvinonaka handimbokwanisa
Ndikazvifunga nyoka dzinorira
Kana kudya zvinonaka handimbokwanisa
♪
Ndakakutora uri wenhamo Ruvarashe
Apa wazondigumbura chenjera ndave mhandu yako
♪
Ndakange ndazvipira kuti ndichate newe
Nhasi zvazokuomera neniwo ndave mhandu yako

Enda zvako Ruvarashe
Handimbozvigaya kana kuzvikendenga
Enda zvako Ruvarashe
Handimbozvigaya kana kuzvikendenga
Enda zvako Ruvarashe
Handimbozvigaya kana kuzvikendenga
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя