Kishore Kumar Hits

Worship Addicts - Kune Zita текст песни

Исполнитель: Worship Addicts

альбом: Worship Addicts Devotional, Vol. 4


Kune Zita remurume asina chivi
Kune Zita remurume anesimba, Mabvi ose ngaapfugame nokuti Jesu ndiye mambo.
Zita rake ndiye Samasimba
Zita rake ndikutendeka.
Mabvi ose ngaapfugame, nokuti Jesu ndiye mambo.
Zita rake ndiye samasimba aneSimba
Zita rake ndikutendeka,
Mabvi ose ngaapfugame nokuti Jesu ndiye mambo
Anoporesa vano rwara Jesu,
Mweya yakaipa inomudedera
Mabvi ose ngaapfugame nokuti Jesu ndiye mambo
Anoporesa vano rwara Jesu mamhepo ose anomudedera
Mabvi ose ngaapfugame nokuti Jesu ndiye mambo.
Ayeeh kune Zita remurume Asina chivi, kune Zita remurume and simba.
Mabvi ose ngaapfugame nokuti Jesu ndiye mambo.
Kune Zita remurume asina chivi
Kune Zita remurume ane simba
Mabvi ose ngaapfugame nokuti Jesu ndiye mambo...

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители