Asi nhai jeso makandida ndakadai sei
Nemhosva dzandinadzo makanditora
Mukandiita wenyu
Asi nhai tenzi wangu zvamunoita zvinondichemedza
Makaita mudiki nekuda kwangu
Mukandifira pamuchinjikwa
Gore riya makashedza zita rangu ropa renyu rikandireverera
Rugare nenyasha zvinonditevera
Moyo wangu uzere nekutenda
Asi nhai jeso makandida ndakadai sei
Nemhosva dzandinadzo makanditora mukandiita wenyu
Asi nhai tenzi wangu zvamunoita zvinondichemedza
Makaita mudiki nekuda kwangu mukandifira pamuchinjikwa
Gore riya makashedza zita rangu ropa renyu rikandireverera
Rugare nenyasha zvinonditevera
Moyo wangu uzere nekutenda
Mazvita henyu jesu,mazvita henyu jesu,mazvita henyu jesu
Mazvita henyu jeso ndokutendai
Neropa renyu pamuchinjikwa
Makafira zvivi zvangu
Ndokutendai mwari wee
Gore riye makashedza zita rangu ropa renyu rikandireverera
Rugare nenyasha zvinonditevera moyo wangu uzere nekutenda
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя