Hondo ndeya Mwari
(Usavhundutsirwe)
Hondo ndeya Mwari usarambe sadza idya zvako
(Usavhundudzirwe)
Hondo ndeya Mwari usachememe seka zvako
(Usavhundutsirwe)
Hondo ndeya Mwari usachememe sununguka
(Usavhunduke)
Hondo ndeya Mwari usacomplainer seka zvako
Usavhunduke x3 vakakunda kare
Uri mukundi x3vakakunda kare
Back to 1st paragraph
Demon harina simba
Varoyi havana simba
Cancer haina simba
Zviri pasi petsoka tsoka dzemutendi x3
Kuchoboka hakuna simba
Vavengi havana simba rega vataure x3
Mwari vanewe verenga shoko simudza kutenda uchinamata, vakamumirira achakupindura usavhunduke vimba naMwari x2
Back to 2nd paragraph
Tinotonga
Tinokunda naJesu
Tiri vakundi nekupfurikidza
Tinokunda
(End)
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя