1.Baba ndiri mwana wako, Baba ndiregere Ndinochema mberi kwako Baba ndiregerere. Ndoti Baba Baba ndiregere Hoouu baba Baba Baba Ndochema baba Baba ndiregere Hoouu baba Baba Baba 2.Zvitadzo zvangu zvizhinji, Hazvingaverengwi; Ndinozviisa kwauri; Baba ndiregerere. Ndoti Baba Ndochema baba Hoouu baba Baba Baba Ndiri mwana wako Ndinochema mberi kwako Hoouu baba Baba Baba 3.Uri Mwari unengoni Dzisina kupera; Naizvozvo ndinochema, Ndiregere Baba Ndati baba Haiwa ndiregere mwari Ndochema nekurevesa mwari Aiwa ndiregerere Aiwa ndiregere Ndiregerere Mwari wengoni Ndiregerere Mwari ndiregerere Ndinochema mberi kwenyu ndichirevesa mwari Mwari wenyasha Aiwa ndiregerere Ndiregerere Ndiregererei Ndachema mwari kani Ndiregererei Ndiregererei Ndiregererei Ndiregererei Aiwa ndiregererei Baba ndiregererei Zvitadzo zvangu zvizhinji Ohh mwari Ndiregererei Oooh baba Oooh baba Aiwa ndiregerereiwo Ndiregerereiwo mwari Ndiregerereiwo Jesu Ndiregererei Ndiregererei