Kishore Kumar Hits

Minister Michael Mahendere - My Witness текст песни

Исполнитель: Minister Michael Mahendere

альбом: Getting Personal With God 3

Mweya Mutsvene munopupurirana
Nemweya wangu, kuti ndiri mwana wa Mwari

Isu tiri mweya, tofamba mumweya
Togara mumweya, Mwari Baba vedu Mweya

NdiBaba vangu
NdiBaba vangu
NdiBaba vangu
Mweya Mutsvene anopupura
NdiBaba vangu
NdiBaba vangu
NdiBaba vangu
Mweya Mutsvene anopupura
NdiBaba vangu
NdiBaba vangu
NdiBaba vangu
Mweya Mutsvene anopupura
The Holy Spirit Himself
Bears witness with my spirit
That I'm a child of God
The Holy Spirit Himself
Bears witness with my spirit
That I'm a child of God

Wose munhu, akaberekwa noMweya
Ndozvaari
Mweya Mutsvene pupuriranayiwo nemweya wangu
Pandinonamata, pose pandiri
Ndakarara Mwari we
Mweya pupurayi, Mweya pupurayi
Mweya pupurayi, pupuriranayi nemweya wangu
Mweya pupurayi, Mweya pupurayi
Mweya pupurayi, pupuriranayi nemweya wangu
Mweya pupurayi, Mweya pupurayi
Mweya pupurayi, pupuriranayi nemweya wangu
Mweya Mutsvene munopupurirana
Nemweya wangu, kuti ndiri mwana waMwari
Mweya Mutsvene munopupurirana, hamunyarare zvenyu, munondisimbisa
Mweya Mutsvene, Mweya waMwari, munopupurirana, nemweya wangu
Munondiudza, kuti ndiri mwana waMwari
Pupurayi eh, Pupurayi eh, Pupurayi kani
Mweya Mutsvene munopupurirana
Nemweya wangu, kuti ndiri mwana waMwari
Ndiri mwana waMwari

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель