Kishore Kumar Hits

Minister Michael Mahendere - Ndamuona текст песни

Исполнитель: Minister Michael Mahendere

альбом: Getting Personal With God Vol. 4


Oh

Ndamuona
Ndamuziva
Wekusika
Zvinhu zvose
NeIzwi rake akati chiedza
Chivepo
Zvinoonekwa
Nezvisingaonekwi
Maitiro ake anoshamisa
Anoshamisa
Uye mutsvene
Mutsvene
Ndiye wandaona
Ndamufarira Mwari uyu
NdiJesu
Ndamuona
Ndamuona kani
Ndamuona
Anondiona
Akashumirwa naMoses

Pangungwa tsvuku akavayambutsa
Akavapa mvura kubva padombo
Anoshamisa
Anoshamisa
Mutsvene
Mutsvene
Ndamuona
Ndamuziva
Jesu
Ndamuona futi
Ndamuona wekuwanza zvingwa
Ndamuona
Anondiona
Wokuwanza zvingwa nehove

Akavapa vakadya
Kwakasara zvimwe zvizhinji

WeOverflow
WeOverflow
Mutsvene
Mutsvene
Ndamuona
Ndamufarira
Jesu
Iye aneni
Ini ndinaye
Tiri tose
Aneni
Aneni
Ndinaye
Akamuka kuvakafa

Agere kurudyi rwaBaba
Uye agere mandiri
Anoshamisa
Anoshamisa
Mutsvene
Mutsvene
Ndamuona
Ndamuziva
Jesu
Oh
Wandibata Mwari uyu hey
Andibata neRuoko Rwake
Andisimudzira
Kuti ndiite saye
Ndifanane naye
Mutsvene
Mutsvene
Andibata neRuoko Rwake
Andisimudzira
Kuti ndiite saye
Ndifanane naye
Mutsvene
Mutsvene
Andibata neRuoko Rwake
Andisimudzira
Kuti ndiite saye
Ndifanane naye
Mutsvene
Mutsvene
(Tongues)
Yɛdɛ
Yɛdɛdɛdɛ
Yɛdɛ
Yɛdɛ
Yɛdɛ
(Tongues)
Mu-tsvene
Mutsvene
Hey, Mutsve-ne
Mutsve-
Ndabatwa
Ndabatwa
Ndabatwa naMwari hey
Andibata neRuoko Rwake
Andisimudzira
Kuti ndiite saye
Ndifanane naye
Mutsvene
Mutsvene

Andibata neRuoko Rwake
Andisimudzira Mwariwe
Oh ndiite saye
Ndifanane naye
Mutsvene
Mutsvene
Anogona, anogona
Anogona, anogona
Akakosha, akakosha
(Tongues)

Mutsvene
Mutsvene
Mutsvene
Mutsvene
Mutsvene
(Tongues)

Ndabatwa naMwari
Kuti ndifanane naye
Jesu
Mutsvene
Mutsvene
Mutsvene
Jesus
Jesus

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель