Kishore Kumar Hits

Minister Michael Mahendere - Chisimbiso текст песни

Исполнитель: Minister Michael Mahendere

альбом: Getting Personal With God Vol. 4


Oh
Takatengwa
Nemutengo unopfuura
Sirivha negoridhe
Asi neropa raJesu
Isu takatengwa
Nemutengo unopfuura
Sirivha negoridhe
Asi neropa raJesu
Isu takatengwa yeah
Nemutengo unopfuura
Sirivha negoridhe
Asi neropa raJesu
Isu takatengwa
Nemutengo unopfuura
Sirivha negoridhe
Asi neropa raJesu
Tinacho chisimbiso chake
ChaMweya Mutsvene
Apo Jesu
Oshevedza vake
Ndichamunzwa
Ndichabvutwa naye
Apo Jesu
Oshevedza vake
Ndichange ndiripo
Ndichagara naye
Imi Mweya Mutsvene
Muri Simba rangu
Mweya Mutsvene
Ndovimba nemi
Oh Mweya Mutsvene
Ndinokuda
Mweya Mutsvene
Musandisiye
Oh isu tinacho
Tinacho chisimbiso chake
ChaMweya Mutsvene
Apo Jesu
Oshevedza vake
Ndichamunzwa
Ndichabvutwa naye
Apo Jesu
Oshevedza vake
Ndichange ndiripo
Ndichagara naye
Hmmm
Torinda nokunamata
Kuti tipukunyuke
Zuva iro
Oh
Toramba tichinamata
Kuti tigobvutwa neZuva iro
Tinacho chisimbiso chake
ChaMweya Mutsvene
Mwanakomana waMwari
Oshevedza vake
Ndichamunzwa
Ndichabvutwa naye
Mwanakomana waMwari
Oshevedza vake
Ndichange ndiripo
Ndichagara naye
Apo Jesu
Oshevedza vake
Ndichamunzwa
Ndichabvutwa naye
Apo Jesu
Oshevedza vake
Ndichange ndiripo
Ndichagara naye
Apo Jesu
Oshevedza vake
Ndichamunzwa
Ndichabvutwa naye
Mwanakomana waMwari
Oshevedza vake
Ini ndichamunzwa
Nokuti ndiri wake
Mwanakomana waMwari
Paachashevedza vake
Vakafa varimuna Kristu
Makuva achavhurika
Tosangana naye

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель