Kishore Kumar Hits

Minister Michael Mahendere - Zita Renyu текст песни

Исполнитель: Minister Michael Mahendere

альбом: Getting Personal With God Vol. 4


Oh
Yeah
Hmmm
Mandichengetedza Mwari kusvika pandiri nhasi
Hmmm
Hakuzi kugona kwangu
Mandisesekedza Mwari kusvika pandimire nhasi
Ndomaitiro enyu Mwari
Mandichengetedza Mwari kusvika pandiri nhasi
Hakusi kugona kwangu
Mandichengetedza Mwari kusvika pandimire nhasi
Ndomaitiro enyu Mwari
Zviripo kani
Zviripo zvakawanda
Zvinoda kundiparadza
Asi imi
Imi hamuzvitenderi
Ndokusaka ndisingade
Kubuda muhuvepo hwenyu Mwari
Mune rugare nehupenyu
Ndimi mufudzi akanaka
Anorasira hupenyu hwake makwayi ake
Ishe handikusiyeyi
Munoraira vatumwa venyu
Kuti vandichengetedze
Ndomatiro enyu Mwari
Oh Muchengeti wangu
Jesu
Mudzikinuri wangu
Jesu
Baba
Baba handikusiyeyi
Munyaradzi wangu
Jesu
Mwanakomana waMwari
Jesu
Munoshamisa
Zita renyu Jesu
Zita renyu
Ngarikudzwe
Aiwa Zita Renyu
Ngarinamatwe
Ngarikudzwe
Ngarinamatwe
Mwari wekudenga Zita Renyu
Ngarikudzwe
Zita Renyu
Ngarinamatwe
Ngarikudzwe
Mwari wangu
Ngarinamatwe
Oh yeah
Oh
Jeso
Jeso
Jeso
Jeso
Jeso
Jeso
Anodzikinura mweya wangu ndianiko?
Ndimi Jesu wo
Anondipa zvokudya ndianiko?
Ndimi Jesu wo
Anondipa hutano ndianiko?
Ndimi Jesu wo
Munoshamisa Mwari
Munoshamisa
Anodzivirira hupenyu wangu ndiani?
Ndimi Jesu wo
Anofamba neni mazuva ose ndianiko?
Ndimi Jesu wo
Achadzoka nekukasika ndiani?
Ndimi Jesu wo
Makatendeka
Mwari wekudenga Zita Renyu
Ngarikudzwe
Mwariwe Zita Renyuwo
Ngarinamatwe
Ngarikudzwe
Ngarinamatwe
Ngarikudzwe
Ngarinamatwe
Ngarikudzwe
Ngarinamatwe

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель