Kishore Kumar Hits

Minister Michael Mahendere - Zvaringana текст песни

Исполнитель: Minister Michael Mahendere

альбом: Getting Personal With God Vol. 4


Kubva ndiri mudiki
Handina kumboona
Akarurama achisiiwa
Kubva ndiri mudiki
Handina kumboona
Akarurama achisiiwa
Kana Vana Vake
Vachipemha zvokudya
Handina kumboona Vana Vake
Kana Vana Vake
Vachipemha zvokudya
Meso aJehovah akatarisa
Vakarurama panyika pano
Uye Nzeve Dzake, Nzeve Dzake
Dzinonzwa kuchema kwavo
Angasangana namatambudziko
Mazhinji panyika pano
Asi Jehovah Anomurwira
Obuda paari pose
Meso aJehovah
Akatarira vose vakarurama
Meso aJehovah
Akatarira vose vakarurama
Uye Nzeve Dzake
Dzinonzwa kuchema kwavo
Uye Nzeve Dzake
Dzinonzwa kuchema kwavo
(Ululating)
Nako kambo!
Minister!
Change Gear!
Hallelujah!
Kana uchitenda kuti Mwari Anewe ingoti 'Ehe!'
Ehe! Mwari Aneni
Kana uchiziva kuti Mwari Anewe ingoti 'Ehe!'
Ehe! Mwari Aneni
Kana uchitenda kuti Mwari Anewe ingoti 'Ehe!'
Ehe! Mwari Aneni
Saka All is well
All is well
It is well
It shall be well
Mwari Aneni
All is well
It is well
It shall be well
Mwari Aneni
All is well
It is well
It shall be well
Mwari Aneni
Kana uchionekwa naMwari chingoti 'Ehe!'
Ehe! Mwari Anondiona
Hapana zuva raAnokukanganwa chingoti 'Ehe!'
Ehe! Mwari Anondiona
Zvaringana
Zvakaringana
Zvicharingana
Mwari Aneni
Zvaringana
Zvakaringana
Zvicharingana
Mwari Aneni
Zvaringana
Zvakaringana
Zvicharingana
Mwari Aneni
Zvaringana
Zvakaringana
Zvicharingana
Mwari Aneni
Zvaringana
Zvakaringana
Zvicharingana
Mwari Aneni
All is well
It is well
It shall be well
Mwari Aneni
All is well
It is well
It shall be well
Mwari Aneni
All is well
It is well
It shall be well
Mwari Aneni
All is well
It is wellt
It shall be well
Mwari Aneni

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель