Kishore Kumar Hits

Minister Michael Mahendere - Kudza Jehovah текст песни

Исполнитель: Minister Michael Mahendere

альбом: Getting Personal With God Vol. 4


Oh yes!
Kudza Jehovah, iwe mweya wangu
Nezvose zviri mandiri
Zvirumbidze zita rake
Vonga Jehovah, iwe mweya wangu
Urege kukanganwa makomborero ake
Ko inga wachengetwa
NaMwari yeah
Nokugoneswa
Pazvaisabvira
Ko inga wayambutswa
NaMwari yeah
Ndokubudirira
Pazvaisabvira
Vongai Jehovah, Baba naMai
Inyasha dzaMwari kuva muwanano
Vongai Jehovah, imi vana vaduku
Itai zvakanaka zvinofadza Mwari
Inga machengetwa
NaMwari yeah
Nokugoneswa
Pazvaisabvira
Ko inga mayambutswa
NaMwari yeah
Ndokubudirira
Pazvaisabvira
Vongai Jehovah vakomana nevasikana
Itai zvakanaka zvinofadza Mwari
Vongai vana muzvinabhizimisi
Itai zvakanaka zvinofadza Mwari
Tisanete, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
Tisanete, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
Vonga Jehovah munhu wese kwauri ikoko
Ita zvakanaka zvinofadza Mwari
Vongai Jehovah vatendi vaKristu
Itai zvakanaka zvinofadza Mwari
Yeah
Tisanete, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
He he
Che che
(Ululating)
Nako kambo
Ahunde, ahunde
Ahunde, ahunde
Ahunde, ahunde
Ahunde
Iye anoramba
Ari Mwari
Iye anoramba iye iye
Ari Mwari
Anoripira vanomuda
Ndiye Mwari
Anoripira vanomutya
Ndiye Mwari
Iye anoramba iye iye
Ari Mwari
Iye anoramba iye iye
Ari Mwari
Anoripira basa rose rakanaka
Ndiye Mwari
Anoripira basa rose rakanaka
Ndiye Mwari
Tisanete, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
Tisanete, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель