Kishore Kumar Hits

Blessing Shumba - Nhaka текст песни

Исполнитель: Blessing Shumba

альбом: Ndi Mwari

Внимание! Перевод текстов выполнен автоматически. Возможны неточности и неполнота перевода. Мы прилагаем все усилия для обеспечения точности перевода, но рекомендуем использовать его только в качестве общего ориентира.

Ngatigadzire nhaka yevana veduVedu Ngatigadzire nhaka yevanaIsu tichiumba nhaka yevana nhasiNhasi Isu tichiumba nhaka yevanaNgatigadzire nhaka yevana veduVedu Ngatigadzire nhaka yevanaIsu tichiumba nhaka yevana nhasiNhasi Isu tichiumba nhaka yevanaNgatigadzire nhaka yevana veduVedu Ngatigadzire nhaka yevanaIsu tichiumba nhaka yevana nhasiNhasi Isu tichiumba nhaka yevanaNgatigadzire nhaka yevana veduVedu Ngatigadzire nhaka yevanaIsu tichiumba nhaka yevana nhasiNhasi Isu tichiumba nhaka yevanaMuberekwa hangachengeteri nhaka vaya vakamuberekaVaya Muberekwa hangachengeteri nhaka vakamuberekaNyakutumbura hangaumbe nhaka yavana vakeYavana Nyakutumbura hangaumbe nhaka vakeIye hangagadzire nhaka yamapwere zvinoIye hangagadzire nhaka yamapwere zvinoSaJobho wakagadzire nhaka yavana vakeYavana SaJobho wakagadzire nhaka vakeJobho wakagadzire nhaka yavana vakeYavana Jobho wakagadzire nhaka vakeWakaumba nhaka yavana gumiGumi Wakaumba nhaka yavanaVakunda vakawaniswe nhaka pamwe nehazvadzi dzavoPamwe Vakunda vakawaniswe nhaka nehazvadzi dzavoVanakomana zvavo, vanasikana zvavoVanakomana zvavo, vanasikana zvavoVanakomana zvavo, vanasikana zvavo izviVanakomana zvavo, vanasikana zvavo izviDhavhidhi wakagadzira nhaka kupa SoromoniKupa Dhavhidhi wakagadzira nhaka SoromoniIye wakapiwa nhaka yekuvaka imba yaSheIye wakapiwa nhaka yekuvaka imba yaSheWoti ndakazvikonewa asi iwewe uchazvigonaWoti ndakazvikonewa asi iwewe uchazvigonaNdakazvitadza zvangu asi iwe uchazvigonaNdakazvitadza zvangu asi iwe uchazvigonaZvatinokonewa isusu vana vedu vachatigonera avaVana Zvatinokonewa isusu vedu ava vachatigoneraZvatinotadza vana vedu vachatiitiraVana Zvatinotadza vedu vachatiitiraIsu takawanirwa nhaka ino yeivhangeriIno Isu takawanirwa nhaka yeivhangeriTakawaniswa nhaka yeshoko raSheTakawaniswa nhaka yeshoko raSheNokutenda vachasiye nhaka hona yoruwadzanoNokutenda vachasiye nhaka hona yoruwadzanoMbengo dzichasiye nhaka hona yoruvengoMbengo dzichasiye nhaka hona yoruvengoNhubu dzotitsvakire nhaka yenyonganisoNhubu dzotitsvakire nhaka yenyonganisoNgatigadzire nhaka yevana veduVedu Ngatigadzire nhaka yevanaIsu tichiumba nhaka yevana nhasiNhasi Isu tichiumba nhaka yevanaNgatigadzire nhaka yevana veduVedu Ngatigadzire nhaka yevanaIsu tichiumba nhaka yevana nhasiNhasi Isu tichiumba nhaka yevanaMaberekwa hangachengeteri nhaka vaya vakamuberekaVaya Maberekwa hangachengeteri nhaka vakamuberekaNyakutumbura hangaumbe nhaka yavana vakeYavana Nyakutumbura hangaumbe nhaka vakeIye hangagadzire nhaka yamapwere zvinoIye hangagadzire nhaka yamapwere zvinoSaJobho wakagadzire nhaka yavana vakeYavana SaJobho wakagadzire nhaka vakeJobho wakagadzire nhaka yavana vakeYavana Jobho wakagadzire nhaka vakeWakaumba nhaka yavana gumiGumi Wakaumba nhaka yavanaVakunda vakawaniswe nhaka pamwe nehazvadzi dzavoPamwe Vakunda vakawaniswe nhaka nehazvadzi dzavoVanakomana zvavo, vanasikana zvavoVanakomana zvavo, vanasikana zvavoVanakomana zvavo, vanasikana zvavo izviVanakomana zvavo, vanasikana zvavo izviDhavhidhi wakagadzira nhaka kupa SoromoniKupa Dhavhidhi wakagadzira nhaka SoromoniIye wakapiwa nhaka yekuvaka imba yaSheIye wakapiwa nhaka yekuvaka imba yaSheWoti ndakazvikonewa asi iwewe uchazvigonaWoti ndakazvikonewa asi iwewe uchazvigonaNdakazvitadza zvangu asi iwe uchazvigonaNdakazvitadza zvangu asi iwe uchazvigonaZvatinokonewa isusu vana vedu vachatigonera avaVana Zvatinokonewa isusu vedu ava vachatigoneraZvatinotadza vana vedu vachatiitiraVana Zvatinotadza vedu vachatiitiraIsu takawanirwa nhaka ino yeivhangeriIno Isu takawanirwa nhaka yeivhangeriTakawaniswa nhaka yeshoko raSheTakawaniswa nhaka yeshoko raSheNokutenda vachasiye nhaka hona yoruwadzanoNokutenda vachasiye nhaka hona yoruwadzanoMbengo dzichasiye nhaka hona yoruvengoMbengo dzichasiye nhaka hona yoruvengoNhubu dzotitsvakire nhaka yenyonganisoNhubu dzotitsvakire nhaka yenyonganisoNgatigadzire nhaka yevana veduVedu Ngatigadzire nhaka yevanaIsu tichiumba nhaka yevana nhasiNhasi Isu tichiumba nhaka yevanaNgatigadzire nhaka yevana veduVedu Ngatigadzire nhaka yevanaIsu tichiumba nhaka yevana nhasiNhasi Isu tichiumba nhaka yevanaNgatigadzire nhaka yevana veduVedu Ngatigadzire nhaka yevanaIsu tichiumba nhaka yevana nhasiNhasi Isu tichiumba nhaka yevanaNgatigadzire nhaka yevana veduVedu Ngatigadzire nhaka yevanaIsu tichiumba nhaka yevana nhasiNhasi Isu tichiumba nhaka yevana

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители