Kishore Kumar Hits

Blessing Shumba - Chimwe Nechimwe текст песни

Исполнитель: Blessing Shumba

альбом: Ndi Jesu: Holy Psalms, Vol. 1

Chimwe nechimwe, chine nguva yacho
Hii pasi pezuva chine nguva yacho
Chinhu chimwe nechimwe hama, chine nguva yacho
Hii pasi pezuva chine nhambo yacho, hoo, ahiye

Chimwe nechimwe, chine nguva yacho
Hii pasi pezuva chine nhambo yacho
Chinhu chimwe nechimwe, chine nguva yacho
Hii pasi pezuva chine nhambo yacho
Kune nguva yekuberekwa, nguva yekusima, nguva yokuvaka
Ndiyo nguva yacho
Kune nguva yekuberekwa, nguva yekusima, nguva yokuvaka
Ndiyo nguva yacho
Kune nguva yokupembera, nguva yorugare, nguva yokuseka
Ndiyo nguva yacho
Kune nguva yokupembera, nguva yorugare, nguva yokuseka
Ndiyo nguva yacho, hoo, ahiye

Ndinoziva baba, zvino ndava kuziva tenzi
Ndinoziva baba, ndinoziva tenzi
Ndinoziva, hameni ndinoziva baba
Kuti Mwari munoita kuda kwenyu
Vari kuchema nhasi, ava vakasuwa kwazvo
Vari kuchema nhasi, hama dzakasuwa kwazvo
Nguva ichasvika, yokufara zvavo
Vachafara, uye vachazofarisa
Vari kuchema nhasi, ava vakasuwa kwazvo
Vari kuchema nhasi, ava vakasuwa kwazvo
Nguva ichasvika, yokufara zvavo
Tichafara, ende tichazofarisa
Chimwe nechimwe, chine nguva yacho
Hii pasi pezuva chine nhambo yacho
Chinhu chimwe nechimwe, chine nguva yacho
Huu pasi pezuva chine nguva yacho, hoo, ahiye

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители