Kishore Kumar Hits

Blessing Shumba - Kutenda Chii текст песни

Исполнитель: Blessing Shumba

альбом: Ndi Jesu: Holy Psalms, Vol. 1


Ndichiri mwana mudikiwo, haa
Ndaifunga somwana
Ndaingotaura somwana
Pazvinhu zvose somwana, haa
Nhasi uno ndakura zvoucheche ndakanda pasi, ah
Ndichiri mwana mudikiwo, haa
Ndaifunga somwana
Ndaingotaura somwana
Pazvinhu zvose somwana, haa
Nhasi uno ndabva zera zvoucheche ndakanda pasi, wowowo

Panyika tinezvitatu zvinokosha
Panyika tinezvitatu zvinogara
Kutenda netariro norudo
Rudo kutenda netariro
Ah, paizvi zvose chikuru rudo
Pazviri zvose chikuru rudo
Panazvo zvose chikuru rudo
Pazviri zvose chikuru rudo
Zvakadaro nokuti Mwari rudo, wowo-wowo

Rudo haruna zvarwo
Rudo haruzvikudzi
Pane rudo vanotarira
Zvatinodai
Vamwe vangararama sei? (Seiko?)
Vamwe vachararama sei? (Seiko?)
Rudo haruna zvarwo
Rudo haruzvikudzi
Haruzvifungiri, ah
Pane rudo vanotarira
Zvandakaguta
Vamwe vangararama sei? (Seiko?)
Zvino hama dzingararama sei? (Seiko?)

Rudo haruna zvarwo
Rudo haruzvikudzi
Pane rudo vanotarira
Zvatinodai
Vamwe vangararama sei? (Seiko?)
Vamwe vachararama sei?
Zvandakaguta
Vamwe vangararama sei? (Seiko?)
Zvino hama dzingararama sei? (Seiko?)
Ndichiri mwana mudikiwo, haa
Ndaifunga somwana
Ndaingotaura somwana
Pazvinhu zvose somwana, haa
Nhasi uno ndabva zera zvoucheche ndakanda pasi, wowo-wowo
Ndichiri mwana mudikiwo, haa
Ndaifunga somwana
Ndaingotaura somwana
Pazvinhu zvose somwana, haa
Nhasi uno ndabva zera zvoucheche ndakanda pasi, wowo-wowo

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители