Kishore Kumar Hits

Blessing Shumba - Mapisarema текст песни

Исполнитель: Blessing Shumba

альбом: Ndi Jesu: Holy Psalms, Vol. 1


Hameni tinomuziva Ishe muponesi
Uyo wakatora ini newe hama yangu
Kwete nokuvawo vatsvene
Asi takaponeswa namavanga ake muponesi

Ishoko razvokwadi rakafanira kutendwa kwazvo
Akaburuka achibva kudenga denga
Kuzoponesa vatadzi panyika
Iwe neni tirisu vakuru vavo
Kuti tive chiratidzo kunavaya vachamutenda
Zvinovaisa kuupenyu husingaperi
Iye Mambo Ishe asingaperi
Asingaonekwi Jehovah asingafe

Vanogogodza, vanogogodza vachazarurirwa
Vanogogodza, vanogogodza vachazarurirwa
Avo vanotenda muzita rake vachaponeswa
Avo vanotenda muzita rake vachaponeswa
Jesu ndiye mambo Alpha naOmega
Jesu ndiye mambo Alpha naOmega
Saka tinomuziva Ishe, Jeso muponesi
Isu tinomuziva Ishe, Jeso muponesi
Iko kutenda kwako kutenda kuchakuponesa
Iko kutenda kwako kutenda kuchakuraramisa
Iko kutenda kwako kutenda kuchakuponesa
Iko kutenda kwako kutenda kuchakuraramisa

Vanogogodza, vanogogodza vachazarurirwa chete
Vanogogodza, vanogogodza vachazarurirwa
Avo vanotenda kuzita rake vachaponeswa
Avo vanotenda kuzita rake vachaponeswa
Jesu ndiye mambo Alpha naOmega
Jesu ndiye mambo Alpha naOmega
Saka tinomuziva Ishe, Jeso muponesi
Isu tinomuziva Ishe, Jeso muponesi

Ndinovonga iye Kristu Jesu
Ishe wedu akandipe simba
Nokuti akati ndakatendeka
Akandiisa ndini pabasa rino
Akandiisa neni paivhangeri

Ndinovonga iye Kristu Jesu
Ishe wedu wakandipe simba
Nokuti akati ndakatendeka
Makandiisa ndini pabasa rino, uh
Akandiisa neni paivhangeri
Jesu ndiye mambo Alpha naOmega
Jesu ndiye mambo Alpha naOmega
Saka tinomuziva Ishe, Jeso muponesi
Isu tinomuziva Ishe, Jeso muponesi
Jesu ndiye mambo Alpha naOmega
Jesu ndiye mambo Alpha naOmega
Saka tinomuziva Ishe, Jeso muponesi
Isu tinomuziva Ishe, Jeso muponesi

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители