Kishore Kumar Hits

Blessing Shumba - Mwana Wangu текст песни

Исполнитель: Blessing Shumba

альбом: Ndi Jesu: Holy Psalms, Vol. 1


Kuchengeta murawo ndinoda
Ndinoda baba
Kuchengeta murawo ndinoda
Ndinoda baba
Kuchengeta murawo ndinoda
Ndinoda baba
Kuchengeta murawo ndinoda
Ndinoda baba
Hakuna ungararama pasi pano
Asina mutemo semhuka zvayo
Hakuna ungararama pasi pano
Asina mutemo semhuka zvayo, oh

Kuchengeta murawo ndinoda
Ndinoda baba
Kuchengeta murawo ndinoda
Ndinoda baba
Kuchengeta murawo ndinoda
Ndinoda baba
Kuchengeta murawo ndinoda
Ndinoda baba

Pakutanga makatipawo mitemo ine gumi
Kuti tirarame maringe neshoko renyu
Kuti iye munhu Baba akuzivei
Kana naiye munhu agotenda kuna Mwari
Zvigoziikanwa panyika pano Baba
Kuti nokudenga, kudenga kuna Mwari

Ishe Jesu vakauya kuzozadzisa
Kwete kuparadza vaporofita nomurawo
Ishe Jesu vakauya kuzozadzisa
Kwete kuparadza vaporofita nomurawo
Moses wakati kwatiri ufeve kwete
Ndiwo mumwe wemitemo ine gumi
Ishe Jesu wouya, ukamutarira so
Ukamuchiva, ah, watoirasa
Kuchengeta murawo tinoda
Ndinoda baba
Kuchengeta murawo tinoda
Ndinoda baba
Kuchengeta murawo tinoda
Ndinoda baba
Kuchengeta murawo tinoda
Ndinoda baba
Ah!

Moses wakati kwatiri usauraye
Ndiwo mumwe wemitemo ine gumi
Ishe Jesu wouya, ukamutsamwira so
Womuti benzi, ah, watoirasa
Moses wakati kwatiri usauraye
Ndiwo mumwe wemitemo ine gumi
Ishe Jesu wouya, ukamutsamwira so
Womuti benzi, ah, watoirasa
Kuchengeta murawo ndinoda, eh
Ndinoda baba
Kuchengeta murawo ndinoda
Ndinoda baba
Kuchengeta murawo ndinoda, eh
Ndinoda baba
Kuchengeta murawo ndinoda
Ndinoda baba

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители