Kishore Kumar Hits

Blessing Shumba - Zvichanaka текст песни

Исполнитель: Blessing Shumba

альбом: My Season: Holy Psalms, Vol. 3


Mupfungwa nekushupika
Mukutangira nekushaya
Ndoitei Mwari, ndatadzeiko?
Mhosva ndeyei Baba, zvadaro nei?

Makambenge mune basa, uhm, rakanaka
Kwaishandwa zvakanaka nemuripo waikugutsa
Nhasi mazonzi enda uende
Takashanda zvakakwana
Zvakakwana mwanawe
Hakuziriko kuguma
Kuguma koupenyu
Ramangwana zvichanaka, zvichanaka
Tinokanganwa zviri shure
Kunanavira zviri mberi
Tariro ndiko kutarira ramangwana rinouya

Mudiwa here ati enda uende?
Ihama here dzakuvenga nhasi?
Inhamo here yapinda mumba?
Hurwere here hwakubata?
Rufu here, wapamoyo waenda?

Hakuziriko kuguma
Kuguma koupenyu
Ramangwana zvichanaka, zvichanaka
Tinokanganwa zviri shure
Kunanavira zviri mberi
Tariro ndiko kutarira ramangwana rinouya

Mudiwa here ati enda uende?
Ihama here dzakuvenga nhasi?
Inhamo here yapinda mumba?
Hurwere here hwakubata?
Rufu here, wapamoyo waenda?
Hakuziriko kuguma
Kuguma koupenyu
Ramangwana zvichanaka, zvichanaka
Tinokanganwa zviri shure
Kunanavira zviri mberi
Tariro ndiko kutarira ramangwana rinouya

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители