Kishore Kumar Hits

Blessing Shumba - Takakunda Kare текст песни

Исполнитель: Blessing Shumba

альбом: My Season: Holy Psalms, Vol. 3


Jesu Ishe
Mwari wangu naMambo wangu
Makakunda, makakunda kare
Satani pamuchinjikwa
Jesu Ishe
Mwari wangu naMambo wangu
Makakunda, makakunda kare
Dhiyabhori pamuchinjikwa
Imi Jesu (imi Jesu Ishe)
(Mwari wangu naMambo wangu)
(Makakunda, makakunda kare)
(Dhiyabhori pamuchinjikwa)
Ndinoziva hondo dzose
Dzapanyika ino
Makakunda, makakunda kare
Dhiyabhori pamuchinjikwa
Kungave nokuchema
Mweya kumanikidzwa
Makakunda, makakunda kare
Dhiyabhori pamuchinjikwa
Imi Jesu (imi Jesu Ishe)
(Mwari wangu naMambo wangu)
(Makakunda, makakunda kare)
(Dhiyabhori pamuchinjikwa)

Takakunda
(Takakunda kare pamuchinjikwa)
Takakunda
(Takakunda kare pamuchinjikwa)
(Iwe dhimoni takakunda kare pamuchinjikwa)
(Nazvo zvirwere takakunda kare pamuchinjikwa)

Asi rudo rwaMwari runoratidzwa ndiBaba
Kuti Ishe Jesu afire, afire vatadzi
Ani nani unotenda ave nesimba
Simba iro rokukunda satani

Takakunda
(Takakunda kare pamuchinjikwa)
Takakunda
(Takakunda kare pamuchinjikwa)
(Iwe dhimoni takakunda kare pamuchinjikwa)
(Nazvo zvirwere takakunda kare pamuchinjikwa)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители