Kishore Kumar Hits

Blessing Shumba - Shinga Usatya текст песни

Исполнитель: Blessing Shumba

альбом: My Season: Holy Psalms, Vol. 3

Nokuti ndinoziva kuchema kwako kose
Moyo unamaronda, mweya wakaputsika
Kugomera nokugomba izvo zvisina
Zadzikiso kuchema pamoyo

Tariro yakapiwa chivimbo chakatsokotserwa
Tariro yakapiwa chivimbo chakatsokotserwa
Zvinonaka rinhiko, zvinoita rinhi?
Zvichanaka rinhiko, zvinoita rinhi?

Jehovah aripedo navane moyo yakaputsika
Mwari vanoponesa vane mweya yakapwanyika
Hama munondo wakarodzwa kuna vanozvidza shoko raShe
Munondo wakarodzwa kuna vanozvidza shoko raShe
Demo raJehovah hero vamanikidzi
Pfumo raJehovah hero vamanikidzi
Iyemwi mune misungo yobata vanotenda, ah

Wakatengwa neropa raJesu rinoyera
Usatya iwe, dhimba kwazvo
Kuti simba ndinaro nhasi
Kuti kukunda ndinako nhasi

Zvichanaka rinhiko, zvinonaka rinhi?

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители