Kishore Kumar Hits

Blessing Shumba - Tachengetwa текст песни

Исполнитель: Blessing Shumba

альбом: Tachengetwa


Ndichengetei Mwari wangu
Nokuti neniwo ndinovimba nemwi
Ndichengetei Mwari wangu
Nokuti neniwo ndinovimba nemwi Jehovah

Kuchiidza ndinoriona nokupenya kwaro
Kwaro zuva, ndinoriona
Ko zvingakona neiko? Ndina Jehovah
Ah, hudyi hwangu, waMasimbaose

Richivira uchibuda mwedzi
Pachayedza chavo Mwari torumbidza
Hossana kuna Ishe wekudenga, eh
Hossana kuna Ishe wekudenga, wekudenga
Hossana kuna Jehovah

Tachengetwa, tachengetwa
Tachengetwa naMwari wokudenga, oh
Tachengetwa naMwari wokudenga
Tachengetwa naMwari wokudenga
Tachengetwa naMwari wokudenga, ah

Nyangwe senyi tikanzwa guhu rezhara
Oh, nokuromboka
Nyangwe seni ndikanzwa guhu rezhara
Nokuromboka kwazadza pasi rino
Ndizere, ndizere norudaviro
Ndizere, ndizere norudaviro
Yangu tafura iripo bedzi
Nokuti wandinotenda inini
Hashayiwi, hakundikani
Jehovah hakundikani
Mwari wangu, oh

Tachengetwa, tachengetwa
Tachengetwa naMwari wokudenga, oh
Tachengetwa naMwari wokudenga
Tachengetwa naMwari wokudenga
Tachengetwa naMwari wokudenga, ah

Nyangwe seni ndikanzwa guhu rezhara
Oh, nokuromboka
Nyangwe seni ndikanzwa guhu rezhara
Nokuromboka kwazadza pasi rino
Ndizere, ndizere norudaviro
Ndizere, ndizere norudaviro
Yangu tafura iripo bedzi
Nokuti wandinotenda inini
Hashayiwi, hakundikani
Jehovah hakundikani
Mwari wangu, oh

Tachengetwa, tachengetwa
Tachengetwa naMwari wokudenga, oh
Tachengetwa naMwari wokudenga
Tachengetwa naMwari wokudenga
Tachengetwa naMwari wokudenga, ah

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители