Kishore Kumar Hits

Mathias Mhere - Zvinatseyi текст песни

Исполнитель: Mathias Mhere

альбом: Old Testament


Zvinatseiwo kuti tiyambuke jorodhani
Zvinatseiwo kuti tiyambuke jorodhani
Zvinatseiwo kuti tiyambuke jorodhani
Zvinatseiwo kuti tiyambuke jorodhani
Mazuva matatu paanokwana tinenge tave kuyambuka
Paanokwana tinenge tave...
Mazuva matatu paanokwana tinenge tave kuyambuka
Kana chikoro unopasa paanokwana tinenge tave kuyambuka
Kana chikoro unopasa paanokwana tinenge tave kuyambuka
Degree unotora
Paanokwana tinenge tave kuyambuka
Degree unotora
Paanokwana tinenge tave kuyambuka
Hazvinei unorwara
Paanokwana tinenge tave kuyambuka
Hazvinei unorwara
Paanokwana tinenge tave kuyambuka
Joshua navaIsraeri areka yasimuka mberi
Joshua navaIsraeri areka yasimuka mberi
Gungwa rinovhuruka ndokuvapa nzira
Gungwa rinovhuruka ndokuvapa nzira
Joshua navaIsraeri areka yasimuka mberi
Joshua navaIsraeri areka yasimuka mberi
Gungwa rinovhuruka ndokuvapa nzira
Gungwa rinovhuruka ndokuvapa nzira
Mazuva matatu paanokwana tinenge tave kuyambuka
Paanokwana tinenge tave...
Hazvinei unorwara
Paanokwana tinenge tave kuyambuka
Hazvinei unorwara
Paanokwana tinenge tave kuyambuka
Kana chikoro unopasa paanokwana tinenge tave kuyambuka
Kana chikoro unopasa paanokwana tinenge tave kuyambuka
Degree unotora
Paanokwana tinenge tave kuyambuka
Degree unotora
Paanokwana tinenge tave kuyambuka
Kana Mwari vakudana vanokutarisa
Kana Mwari vakudana vanokutarisa
Ivo Mwari vakudana vanokupa nzira
Hazvinei pakavharika gungwa rinovhurika
Hazvinei pakavharika gungwa rinovhurika
Hazvinei pakavharika nzira inovhurika
Ivo Mwari vakudana vanokutarisa
Ivo Mwari vakudana vanokupa nzira
Hazvinei pakavharika nzira inovhurika
Hazvinei pakavharika nzira inovhurika
Hazvinei pakavharika nzira inovhurika
Tipe mbiri kuMusiki
Hallelujah tipe mbiri kuMusiki
Tipe mbiri kuMusiki
Hallelujah tipe mbiri kuMusiki
Hallelujah tipe mbiri kuMusiki
Tipe mbiri kuMusiki
Hallelujah tipe mbiri kuMusiki
Tipe mbiri kuMusiki
Hallelujah tipe mbiri kuMusiki
Tipe mbiri kuMusiki
Hallelujah tipe mbiri kuMusiki
Tipe mbiri kuMusiki
Hallelujah tipe mbiri kuMusiki
Mbiri kuMusiki
Hallelujah tipe mbiri kuMusiki
Umwe anongogara achichema haana vana
Mumwe anongogara achichema haana basa
Umwe anongogara achichema haana mwana
Mirira mangwanani mufaro unobuda nezuva
Mirira mangwanani mufaro unobuda nezuva
Mirira mangwanani mufaro unobuda nezuva
Tipe mbiri kuMusiki
Hallelujah tipe mbiri kuMusiki
Tipe mbiri kuMusiki
Hallelujah tipe mbiri kuMusiki
Tipe mbiri kuMusiki
Hallelujah tipe mbiri kuMusiki
Mbiri kuMusiki
Hallelujah tipe mbiri kuMusiki
Mbiri kuMusiki
Hallelujah tipe mbiri kuMusiki
Mazuva matatu paanokwana tinenge tave kuyambuka
Mazuva matatu paanokwana tinenge tave kuyambuka
Hazvinei unorwara
Paanokwana tinenge tave kuyambuka
Hazvinei unorwara
Paanokwana tinenge tave kuyambuka
Kana chikoro unopasa paanokwana tinenge tave kuyambuka
Kana chikoro unopasa paanokwana tinenge tave kuyambuka
Degree unotora
Paanokwana tinenge tave kuyambuka
Degree unotora
Paanokwana tinenge tave kuyambuka

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители