Kishore Kumar Hits

Mathias Mhere - Panogara Nyasha текст песни

Исполнитель: Mathias Mhere

альбом: Panogara Nyasha


Ndianiko wakarwa naMwari wakakunda
Hakuna wakakunda
Ndianiko watiza Mwari wakakunda
Hakuna wakakunda
Jonah wakaedza gume mudumbu rehove
Iyha iyha honde
Jonah wakaedza gume mudumbu rehove
Iyha iyha honde
Mutende rake ndimo matinogara
Gara
Mutende rake ndimo matinogara
Gara
Mutende rake ndimo matinoswera
Swera
Mutende rake ndimo matinoswera
Swe...
Mumumvuri wake ndimo matinogara
Panogara nyasha mwana wamai
Panogara nyasha usabva
Nyangwe zviome panogara nyasha usabva
Iyha woyere panogara nyasha usabva
Usabva muna Mwari ndihwo upenyu hwako
Panogara nyasha usabva
Nyangwe zviome panogara nyasha mwana wamai
Iyha woyere panogara nyasha usabva
Usabva muna Mwari ndihwo upenyu hwako
Panogara nyasha usabva
Nyangwe zviome panogara nyasha usabva
Iyha woyere panogara nyasha usabva
Ukabva waparara panogara nyasha mwana wamai
Panogara nyasha usabva
Nyangwe ufurirwe panogara nyasha usabva
Iyawoyere panogara nyasha usabva
Nyangwe zviome panogara nyasha usabva
Panogara nyasha usabva
Iyha woyere panogara nyasha usabva
Tsvimbo yenyu Mwari nemudonzvo wenyu Mwari Imi
Zvinondinyaradza munguva yekuchema
Imi makandizodza namafuta ekururuma
Kunyangwe ndikafamba pane zviya zvinouraya munomira neni
Imi munondichengeta nokuti mutende renyu ndimo mandinogara
Mumumvuri wenyu ndimo matinogara
Panogara nyasha mwana wamai
Panogara nyasha usabva
Nyangwe zviome panogara nyasha usabva
Iyha woyere panogara nyasha usabva
Usabva muna Mwari ndihwo upenyu hwako
Panogara nyasha usabva
Nyangwe zviome panogara nyasha mwana wamai
Iyha woyere panogara nyasha usabva
Usabva muna Mwari ndihwo upenyu hwako
Panogara nyasha usabva
Nyangwe zviome panogara nyasha usabva
Iyha woyere panogara nyasha usabva
Ukabva waparara panogara nyasha mwana wamai
Panogara nyasha usabva
Nyangwe ufurirwe panogara nyasha usabva
Iyawoyere panogara nyasha usabva
Nyangwe zviome panogara nyasha usabva
Panogara nyasha usabva
Iyha woyere panogara nyasha usabva
Ndibvumbamireiwo Mwari mumapapiro enyu
Ndibvumbamireiwo Mwari mumapapiro enyu
Chamupupuri chichiuya Baba ndisatosvorwe
Chamupupuri chichiuya Baba ndisatosvorwe
Mhepo dzepasi dzichisimuka Mwari ndisatosvorwe
Mhepo dzenyika dzichisimuka Baba ndisatosvorwe
Ndibvumbamireiwo Mwari mumapapiro
Panogara nyasha mwana wamai
Panogara nyasha usabva
Nyangwe zviome panogara nyasha usabva
Iyha woyere panogara nyasha usabva
Panogara nyasha mwana wamai
Panogara nyasha usabva
Nyangwe zviome panogara nyasha
Panogara nyasha usabva
Ukabva waparara panogara nyasha mwana wamai
Panogara nyasha usabva
Nyangwe zviome panogara nyasha mwana wamai
Iyha woyere panogara nyasha usabva
Ukabva waparara panogara nyasha mwana wamai
Panogara nyasha usabva
Nyangwe ufurirwe panogara nyasha usabva
Iyha woyere panogara nyasha usabva
Nyangwe zviome panogara nyasha usabva
Panogara nyasha usabva
Iyawoyere panogara nyasha usabva

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители