Kishore Kumar Hits

Gary Tight - Ndizarurire текст песни

Исполнитель: Gary Tight

альбом: Tight Connections Vol.1 (Collaborations Compilation)


Ho-oh oh-h oh-h
Oh-h oh-h oh-h oh-h

Kuti ndifambe kudai kuyenda mberi
Maihwe-e ndodzoka shure kani
Kudududza kudududza hausvike mberi
Kudududza kudududza kudzokera shure
Handizive kudyiswa here
Kana imweya yemadzinza yakandidayi
Mweya yemadzinza haungazive zvaineda
Zvandeziva mweya ineguma yakumaka
Chino nechino ndabata, Joni to Lusaka
Kubatanidza but hapana chandabata
Pfugama unamate
Kwete kuti 'hokeyi' zvondipei
Jehovah Jireh ndizarurirei (oh-h)
(Haiwa ndivhurirei)
Hoye Shammah ndizarurire (Shammah ndizarurire)
Zarura gonhi reraramo (gonhi reraramo)
Mutambarakede, handide nhamo (haiwa ndizarurire)
Jehovah Jireh ndizarurirei (haiwa ndivhurirei)
Hoye Shammah ndizarurire (Shammah ndizarurire)
(Ndizarurireiwo) zarura gonhi reraramo
Gonhi reraramo
Mutambarakede, handide nhamo (Shammah ndizarurire)
Wopfugama namabvi namagokora (gokora)
Pamberi paIshe wozvininipa (ninipa)
Hameno kana minamato yedu vachiinzwa
Usagunun'una ramba uchikumbira
Iko kugunun'una hakusi kukumbira (kumbira)
Paunekumbira kuna'She usadhaute (ninipa)
Uchikumbira zvichibva pasi pemoyo
Iro gonhi raunetsvaga inga riri pauri
Handiwoni woni Ishe
Handiwoni woni Ishe
Donzvo reraramo iwe
Mutambarakede uripiko?
Jehovah Jireh ndizarurirei (oh-h)
(Haiwa ndivhurirei)
Hoye Shammah ndizarurire (Shammah ndizarurire)
Zarura gonhi reraramo (gonhi reraramo)
Mutambarakede, handide nhamo (haiwa ndizarurire)
Jehovah Jireh ndizarurirei (haiwa ndivhurirei)
Hoye Shammah ndizarurire (Shammah ndizarurire)
Zarura gonhi reraramo (gonhi reraramo)
Mutambarakede handide nhamo (aiwa ndizarurirewo)

Jehovah Jireh ndizarurirei (oh-h)
(Haiwa ndivhurirei)
Hoye Shammah ndizarurire (Shammah ndizarurire)
Zarura gonhi reraramo (gonhi reraramo)
Mutambarakede handide nhamo (Shammah ndizarurire)
Jehovah Jireh ndizarurirei (oh-h)
(Haiwa ndivhurirei)
Hoye Shammah ndizarurire (Shammah ndizarurire)
Zarura gonhi reraramo (gonhi reraramo)
Mutambarakede handide nhamo (Shammah ndizarurire)
Kugunun'una hakusi kukumbira
Paunokumbira kuna'She usadhaute
Wotokumbira zvichibva pasi pemoyo
Gonhi raunotsvaga inga riri pauri ipapo, pauri ipapo
Pauri ipapo (TD wacho haiwa watigadza)
Jehovah Jireh (oh-h)
Dai mandizarurirawo (Shammah ndizarurirewo)
Dai mandizarurirawo (oh-h)
Vanondimomotera (Shammah ndizarurirewo)
Vachindimomotera (oh-h)
Shammah ndizarurireiwo (Shammah ndizarurirewo)
Zarura gonhi, gonhi (oh-h)
(Oh-h Shammah ndizarurire)
Jehovah Jireh (oh-h)
Ndimi Shammah (Shammah ndizarurire)
Dai mandizarurira (oh-h)
Zarurai, zarurai (Shammah ndizarurire)
Jehovah Shammah (oh-h)
Hoye Shammah (Shammah ndizarurire)
Ini handidi nhamo (oh-h) handidi nhamo
Ndodawo kalife karinani (Shammah ndizarurire)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Blot

Исполнитель