Kishore Kumar Hits

Soul Jah Love - Chigayo текст песни

Исполнитель: Soul Jah Love

альбом: Ndofirapo


Chibaa.
Hagum.
Gagum.
So so so so souljah love.
Kusvika kwati ngwee.
Ndovaimbira.
Pungwee.
Ndiri rwizi rusinga pwee.
Ane nharo ngati pwee.
Rina manyanga hari putirwe.
Chibaba ini handinga kurirwe.
Ngoma yarira regai igarirwe kt
Igadzirwe kuti chikigiwe vanhu vanakirwe.
(Chores)
Vaudze nzou hairemerwe nenyanga dzayo.
Chibababa ndri chigayo nekt shiri ine
Muririro wayo sauro ndomaimbire angu nokt (
Ini ndati ndava vhura mabrains.
Kuva bata maprezha points.
Ende kubva pandapiwa chance.
Handimire ndongofaisa dance.
Wagwaa.
Chiita kunge kuseka.
Nyangwe wakafa kunge undertaker.
Chiona wega skiri yacho yamuka.
Kwanga kwakadoka.
Ndichifamba netsoka.
Chinoziva ivhu kt mwana wembeva arikurwara.
Chii bababa.
Ini ndoiziva ndega goma yarira ndobva ndai garira (chores)
Agiya giya kumangoma hatisi nyutura.
Chimuti chisina zita chavari kukutura vaudze ndosaka ndava kutura.
Vamwe vavo havana pekupotera.
Vaudze ngoma dzavo isadza remubin.
Vaudze vamire kusaiza iro dzinhi.
Daichiripo chimfinhu changu john vaibva varonhora kunge june.
Ndanamira pangoma kunge tsikidzi padzorira futi tisu
Varidzi ende chokwadi hatibate mhidzi saka
Vavengi hazvivanakidze vaudze nzou(chorus)
Ndomira mira pese ndichirira rira.
Ivo vachi bira bira nokuti vawira wira.
Vaudze chokwadi kwachena.
Kwanga kwakasvibira.
Ipena yandovagadzikira mamero vanondigandukira vandigumbukira
Ndongovarukira atak ndongorovera bhora muhondo kunge pasi parohwa
Nenyundo inini ndosiya vaona ndondo chobaba
Ndotyora madondo vaunze nzou hairemerwe (chorus)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель