Kishore Kumar Hits

Alick Macheso - Baba Na Mai (Live In Johannesburg) текст песни

Исполнитель: Alick Macheso

альбом: Alick Macheso & Orchestra Mberikwazvo Greatest hits, Vol. 1 (Live In Johannesburg)


Latest here?
Ndingavhunzewo zvangu
Latest here?
Horaiti, horaiti

Sachikombe
Furobheki kusenga

Baba namai musha wedu washata
Mamhepo awanda hatichaziva zvekuita

Baba namai musha wedu washata
Mamhepo awanda hatichaziva zvekuita

Tarirai mukoma vave kurwara nepfungwa
Sekuru Zanda kutsakatika nenyika

Tarirai mukoma vave kurwara nepfungwa
Sekuru Zanda kutsakatika nenyika

Kana paine akashinhwa akaromba chikwambo
Ngaabude pachena chidzorerwe kumwene wacho

Kana paine akashinhwa akaromba chikwambo
Ngaabude pachena chidzorerwe kumwene wacho
Chinopedze dzinza

Laston Chipi Murehwa

Hoo, sispa
Kamambozhima

Hoo, vana Chiedza

Maiwe
Yuhwi
Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
Angava aniko ada kutipedzesa?
Angava aniko ada kutipedzesa?
Angava aniko ativavarira?
Angava aniko ativavarira?
Ingava ngozi yapinda mumba medu
Ingava ngozi yapinda mumba medu
Chingava chikwambo dzorerai
Chingava chikwambo dzorerai

Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
Angava aniko ada kutipedzesa?
Angava aniko ada kutipedzesa?
Angava aniko ativavarira?
Angava aniko ativavarira?
Ingava ngozi yapinda mumba medu
Ingava ngozi yapinda mumba medu
Chingava chikwambo dzorerai
Chingava chikwambo dzorerai

Chovha

Hoo, Frango
Jonasi Kasamba
Wanu wanu
Reketu
Frango, Frango, Frango, Frango
Yei, yei, yei

Reketu, reketu, reketu, reketu, reketu
Rekete, rekete, reketu, rekete, rekete
Reketu, reketu, reketu, reketu, reketu
Haa, dhedhe, dhedhe, dhedhe, dhedhe
Haka, hee
Cheka
Reketu, reketu, reketu, reketu, reketu
Rekete, rekete, reketu, rekete, rekete
Reketu, reketu, reketu, reketu, reketu
Haa, dhidhi, dhidhi, dhidhi, dhidhi, dhidhi
Haka, hee
Cheka, haka
Dhee nana dhee, dhee nana dhee
Dhe, dhe, dhe
Rekete
Hoo, vana Frango
Mavoko, mavoko, mavoko
Jonasi Kasamba

Shuu
Haka
Eeh, eeh, eeh, eeh

Yamboko
Hoo, vana Shedha
Chondofira chiiko ini, chondofiraka ini?
Chondofira chiiko ini, chondofiraka ini?
Chondofira amai chiiko ini, chondofiraka ini?
Zvotofira isu zviuko isu, zvotofiraka isu?

Bodo

Thank you so much
Thank you
Muri kufara here

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители