Kishore Kumar Hits

Killer T - Hupenyu Wenherera текст песни

Исполнитель: Killer T

альбом: Mashoko Anopfuura

Zvikanzi mwanangu hona zvondoenda
Asi mwanangu ndongoenda nekurwara
Moyo uri kuchema, uri kuchema kuti zvondoyenda uchasara nani
Hapana pavaikwaikwanisa kutaura neni
Zvese vaingotungamidza hasha
Hapana pavaikwanisa kutaura neni
Zvese vaingotungamidza hasha
Upenyu hwenherera handina kana wokuchemera
Misodzi pamatama yoerera asi varipo mai vakazvitaura
Vakati upenyu hwenherera handina kana wekuchemera
Misodzi pamatama yoerera asi varipo mai vakazvitaura
Hama dzose dzaingotida muripo kana ndikazvitaura ndoita sendinonzvenga
Upenyu hwairwadza kurarama kwacho
Kukura kudai ndine vanhu vandairarama navo
Mhamha kubva pamakatisiya nevanhu vese vamakasiya
Kune vakati vanoda kugara nesu parufu vachida kunzi vanga vane moyo munyoro
Hapana pavaikwanisa kutawura neni
Zvese vaingotungamidza hasha
Hapana pavaikwanisa kutawura neni
Zvese vaingotungamidza hasha
Upenyu hwenherera handina kana wokuchemera
Misodzi pamatama yoerera asi varipo mai vakazvitaura
Vakati upenyu hwenherera handina kana wekuchemera
Misodzi pamatama yoerera asi varipo mai vakazvitaura
Zvakange zviri nani pamakange muripo
Taingove nemufaro nyangwe tisina kudya
Hupenyu hwairwadza kurarama kwacho
Pandinenge ndangotadza tora demo timuponde
Hapana ane rudo rwakangofanana nerwamaitipa
Kuchengetwa kwacho zvakatosiyana nezvamaitiita
Hapana pavaikwanisa kutawura neni
Zvese vaingotungamidza hasha
Hapana pavaikwanisa kutawura neni
Zvese vaingotungamidza hasha
Upenyu hwenherera handina kana wokuchemera
Misodzi pamatama yoerera asi varipo mai vakazvitaura
Vakati upenyu hwenherera handina kana wekuchemera
Misodzi pamatama yoerera asi varipo mai vakazvitaura
Vakazvitaura
Vakazvitaura

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель